Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
😂😂😂😂👐🏽
236,329 просмотров • 3 дней назад •via X (Twitter)
Комментарии: 52

32 years mukomana achipisa chete 😄🙌🏾

😂😂😂dzakawandisa

Kuti angadzimaidzwa ne cloud?

ma bookmark ndeeiko pajongwe😂

shamari masinhi avo akatrainer haidye akawanda kudai😂😂

😂😂or maybe anogara akaguta

😂😂😂paunoenda live, yobva rarova 1

😂😂😂😂haaa unofa

32 ese ayo 😅😅😅

akawandisa

😹😹😹😹The real Jongwe ranaGodobori aridye more thn 10😭😭😹😹😹

Ngaabaye yareba tsanga more than 20

😂😂😂yaa ikatongodarika 10 bho

10years uchifadaya dzakawanda 😂😂😂😂😂

One tanga = 1 day

Pauchaenda rinenge rakaguta

😂😂😂😂😂😂😂😂😂

🤣🤣🤦🏽♀️

Wabika

@LeeJohnss Manje ye ikoko inenge yakaguta 😂

@LeeJohnss 😌unoenda neyako

@LeeJohnss Neyangu hapazobude mari shoma here 😂

@LeeJohnss 😂😂hanzi unoita madays usingaipe chikafu

33 years baba 24+33 hmm

Parohwa 32 apa Saka dhiri bhoo. Pakungoda chivindi chete.

Manje unopihwa ririko kare 🤣🤣🤣

dai vachiti unouya nerako🤣

🤣🤣🤣 yatova cheat code

Manje eikoko anenge akazvimbirwa habati kana 1 😂😂😂😂😂

Apo unenge watombonakirwa big time

@MurapaG Uko unopihwa yakaguta kare

@MurapaG unoenda neyako kaa😂

Ha chafa nemari. Is he married?🙊🙊

😂😂😂veduwe

All is fair🤣🤣🤣

Ehe enda.

Painokudyira 1 ndopaunowona kuti vadzimu vakurasa

Enda😂😂😂😂

Zvinogona kufamba wangu

Saka kana uri30, +35 years, but no vana and unofa zvemu movie.....hmmm

Manje hauende nerako iro rine mutsipa usina kusimira 😅

Demo always easy try real one you will see 😂😂

Regerai vakomana, munoremara😂

Dzeikoko dzedzakaguta🤣

😂😂😂hezvoo

🤣🤣

tune ririkurira kubackground nderani

handizive

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Huku iyi ine nzara apa

max rinodya 7

Kkkkk regerai vakomana
