Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
2030 NDEYA EMMERSON...🙏🙏🙏
39,534 görüntüleme • 5 ay önce •via X (Twitter)
34 Yorum

Mukunyeparana panapa!

"Every pulpit is a pillory, in which stands a hired culprit, defending the justice of his own imprisonment." Good evening munhuwashe. Need i say more ore you need interpretation?

So you're saying that it won't trigger civil war

Elections after 5 years it wasn't making much sense ,we can't be country always in election mode that intended 2years increase is a deal to reckon with considering time to develop the nation and elections are expensive to hold they demand much on national budget.

Magarira nhanzva. Pamuonde pamaenda kunoita drama apo haripere gore muchirikunyumwira. Mochinamata kuti mitsanyo yenyu ibare zvakanaka nekuti madyara mbanje inodhaka nyika yose

2030 Ndeya Emmerson

Ndezvekumama izvo,toda kuzviona.

Ndezvekumama izvo, this type of cheap propaganda don't sell

Mukuru vemazuva

The Useless People ever I know Msatha Nyoko Who ever Attended that useless Shitty

Your time to falk will come. The looting of country you do will end. Those immorals aacepting your poisonous gifts will be ashamed forever. Yourself will live in prison for your life

Kwana iwe tsananguro ipi inoti Mapostori anoenda mberi mune zvematongerwo enyika? Tsananguro ipi yakati nguwo iyo ichashandiswa kushambadzwa muma camera epanyika pano? Manyemwe aya a chapera hawo Inga munoziva muchinjiko uyu.

@enkudheni Amen🙏even NDS2 is 2030 driven

Ed has been in zanu since we gained independence and he was behind everything tht happened in this country to date so what is he exactly going to do in 2030 apart from protecting thieves like you and his wealth nyika yadhakwa we fetching water from boreholes in Harare

Satanic cult misqurranding as a church. How does a real church of God allow criminals and terrorists to stand before the congregats? Matuzvi aya.

You tricked them to sign forms that they support CAB3,hapasisina kunamata apa yave church yemusangano

Rimwe zuva gava rakazoita sei zviye???

Itai zva Jesu... zvema tongerwe enyika siyanai nazvo.

@chiheraaa_ PRIDE COMES BEFORE DOWNFALL. EMMERSON WILL DIE BEFORE 2030. Tozoona

@wicknellchivayo bro thats massive chelutanga datenda mwari vakandisika vakandiunza panyika muzimbabwe i luv zim, apa i love zanu Pf and i luv ED and i thank chitendero chejohane masowe nekutsigira CAB3 Kuburikidza na sir wicknelll mukuru wemazuva, # Dare guru ratendera

Ndiriwemasowe , but seems like we are getting to the extremes . Zvonyadzisa !

@enkudheni Munonyepa zvikuru I can bet . Simbisanai henyu but haivhiyiwi

The Constitution is not amended by noise, slogans, or worship

2030 is not the masses kungoti nhamo inopusisa this 2030 is for u ana chivhayo murikudya muchiguta u work for the president ruzhinji urwo should shut up hakuna chinochinja apart from getting worse we don’t have roads mumaghetto medu wonzwa zidofo richiti 2030 and not employed

Kana Mugabe akambozvita izvi zvikashaya basa...hapana chisingaperi pasi pano

Mmmmm masowe apanduka varume slogan muchuch🗑️🗑️🗑️🗑️🗑️ ndokunamata kwacho hre or its a rally???

Mufaro kwamuri ,kana varoti vachiko kuMasowe vachakakukurudzirai kunyumwa pamwe nekumbonzi munyarare ,nekuti munguva pfupi inotevera kuchava nekugedageda kwemeno ,Mufaro

@SokoCindy viva

@KingMhare1 Shrine from the pitty of hell.God will destroy all serpents

Murikuitira mwari noise nemadzibaba enyu enhema

@cdechitepo002 Itsovhiyasi mukuru weMazuva kuti 2030 ndeya baba

Vanhu vakumasowe vakutokunamata kaaa kudarika.mwari

Mamamira mundiro yamunodyira baba Wicknell,reururai vakomana

2030 vanenge vachitonga zvavo Baba
