Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
A few moments later
21,747 Aufrufe • vor 3 Monaten •via X (Twitter)
28 Kommentare

First video was a hit song🤣 the Second was now kiya kiya zvekumanikidzira

😂😂😂😂

zvima holy ten😅😅

😂😂

Pa prawner munhu apa 😂😂😂

😂😂😂😂😂

He is not apologizing to his dad 🤣🤣😭😩

Ko haasati apihwa Aqua sei

😂😂😂😂Vanokurova kusvika wave sober

He might get a car soon if you tag Dr Tungwarara

😂😂😂😂😂😂

Vakagara pasi naye vakataura naye zvakanaka. Akaoneswa chokwadi

😂😂😂😂

Anenge akabatwa nevakomana vakamuratidza gwara 🤣

😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 I think vakomana vakamusvikira

Mambama well delivered

Ummm the video ririkwekutanga i think rainakidza chaizvo where can i get it?

Nhasi ndamuona achirova glue

Vamamiswa🤣🤣🤣

😂😂😂

@TafadzwaMandov2 We will edit the video

But still, shoko rakato famba muvanhu!

A few months later for us after his few seconds later encounter.

Apolo-hoodie kkkk

Vanhu avadzidze cei vafana ava

@TafadzwaMandov2 🤣🤣🤣🤣

Vakomana vadzifambira nyaya dzacho munhu akapfeka apolo-jersey fast fast.

Ko awedzera kusimba 🤣 kana kuti kurowha
