Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
AFM ku Birmingham uko muri kuita sei 👀
64,085 Aufrufe • vor 3 Monaten •via X (Twitter)
34 Kommentare

Problem with Christians. Munhu ari kufumura zvakaipa. Mai avo vaakutomutora kumuburitsa muChurch hanzi zvakwana so that they can sweep dirty dealings under the carpet & protect the man of God. Christianity is the worst thing that ever happened to Africans

Hapana marriage yema zimba ino laster mu Birmingham if one or both spouses are there. There's no other UK location concentrated nema zimba than Birmingham and they are doing everything ikoko including swinging

😂😂haa Uk inenge inochekwa ndati..

Nyengo meter very high Ana Jonasi

The truth shall set you free. I don't see anything wrong with what is being done here. Satan ngaafumurwe 🔥

Tikati Christianity is a fake and a dirty religion imi moti hee hee @afmzim @afm_zimbabwe

Ku svirirwa mwana na mfundisi chinhu chakawona semubereki

But iye mwana wacho anochatsoita munakiroyi chaiwo. Dakumunzwawo

Mafundisi imboko tym tym

Ko mai avo vamuburitsireyi navo vanonyengwawo AFM yatara natsotsi ndosaka uchiita tumapato pato tsek mhani regai vana vazvinwire doro pane kuvharwa neWord

I love the background 'yes ,yes'.😀

Saka are we saying pastor if single havabvumidzwe kunyengawo

ku U.K kunorema vanhu vanenge varipanzara the market yechihure is small kutorovera mu church imomo

Ko unocheukei adala.. Dziri kutsvaga kuti door riripi. Exit strategy 😂

Great response from the father he was respectable let's us bring back shame

as long vana vari above 18 no problem asi kana ari pasi sungai munhu

@tembo_tafara mwana waTakavarasha akunyengwa kuBirmingham uko

We have told these weak men, that Christianity is a culture but they choose to congregate their families with strangers. A wiseman knows that its utter stupidity to ever think a stranger is yo bro becoz u go to "church" together. Regai vasvigwigwe vana nevakadzi nekupusa

AFM is wild as a church.. kukwikwidza mama in Event neWWE

Religion is a lie created by men to control men.

Imbwa inorohwa payadyira

𝐊𝐨 𝐢𝐝𝐳𝐢 𝐦𝐚𝐝𝐳𝐢𝐨𝐧𝐚 𝐤𝐮𝐧𝐲𝐞𝐩𝐞𝐫𝐚 𝐤𝐮𝐯𝐡𝐢𝐫𝐢𝐧𝐠𝐢𝐤𝐚 𝐌𝐚𝐝𝐡𝐢𝐤𝐨𝐧𝐢 𝐞𝐬𝐞 𝐤𝐮𝐧𝐲𝐞𝐧𝐠𝐚 𝐦𝐰𝐚𝐧𝐚 𝐰𝐞𝐦𝐮𝐧𝐡𝐮 🤣🤣🤣

Kkkkkk.....

We don’t know the full story . Pamwe these are consenting adults.

Pastor wakabhaiza, mwana musikana will humble you, kana awe kuziva varume ratowe tsotsi 😳😳🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌, mujolo 2 minutes & then your reputation is in tatters!!!

Apa idzo dzine suit madam varipa side😂😂😂

@certified_kooka Birmingham ndoitya!!! I went there once and i vowed to NEVER go back..Ahh Birmingham!!!

That woman left the church very fast. She will never be back. I wonder if she was nit one of the pastor's girlfy.

Pfipfipfi Apostle T vachiona here ichi

Ku bhemingham , varikuita zve fodya kwete zvevhangeri

Pastor munhuwo

Haa vanhu vaipa kunze uku Umm, vanhu vakuda kunakirwa zvakapfurikidza

Real men stand up!!!

Ths Zim churches hv caused so mch suffering & death in UK
