Loading video...
Video Failed to Load
Another man down😭
91,218 views • 1 year ago •via X (Twitter)
36 Comments

Thought the moms in pink was coming to console him apa her focus is on the empty chair 😂. She's got no time for nonsense

another epic track by @SolarHeavy

Unoziva ka, vanhu havatereri🤷🏽♂️You know masinhi aya anoda uri muRoom mako then you propose. Zvikadhakwa muRoom mako hapana achaziva. Hona manje izvezvi, Zimbabwe yese yakuziva kuti wawacha🤷🏽♂️ Anyways, Anjalo AmaSports🤷🏽♂️

🤣munenge muchimbo taura nyaya dzeyi mu ma inbox to the extent you don’t see red flags that you’re not being taken seriously(toy boy)many girls call me noty but I go start to the point after 1-2wks of communications if you say no I accept & pass,it save me from dramas like these

Where did Zimbos copy this culture..

@Shadaya_Knight anovataurira everytime lol

Simps will die many times before their actual death

Masekero akuita vanhu amana kaa🤣🤣🤣🤣

They must learn the hard way, he will recover and never do it again 🤞🏿

Vanhu havadzidze

Zvima food outlets zvine munyama izvi. Especially zvinotengesa huku.

Vanhu vachafa narwo rudo

Your present used as the weapon 😂😂

chiregai vakomana,

Aurayiwa ne chibage 😂😂😂😂. Young maize cob 😂😂😂. Chicken yakarambwa all over imi munenharo

That must suck 🧐don’t worry my brother elevate yourself get your bag and stay In prayer …she belongs to the streets !!

Kkkkk weak ass Zim dudes. From getting free cars to this, what a shame

Mame mame😅😅😅

Taura hako kuda kunyadziswa nema suspect ayo

Relationship nowdayz its totally business

Regerai vakomana

@KuflexUshe 😂😂

Ko avo vatora chair yave vacant? Aaaahhh dai aramba nayo ati arikudzoka. Ndafunga kuti varikuda kunyaradza munhu izvo bodo .. inotori bhobho advantage plus smart move 🤷🏿♀️

Lmaoooo😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

i feel sorry for him, hope he heals.

Munhu arikuseka uyo mmmm anosvotesa

Eish

Vanhu havadzidzi kuti vanema shave ekusada kuitawo relationship or marriage

Copying culture dzevamwe muno kuma semombe 1 day. Apa akuchema akuda kunyaradzwa apa isu tatisati tapedza ma chips edu e$1

When we invite them to the " Men's Conference they don't come" we invite them to join " Stingy Men Association" they don't want to join.....

@streetheadboy Regerai vakomana munoremara

Regerai vakomana

The brother must be forcefully enrolled at the Hakimi Institute of Steel Balls.Kuzorova kaenderera ende kachanyudzwa zvako.

I think we need prizes for ladies/girl who do this, kkkkk

Ah 😅

vakomana tsvagai mabasa
Related Videos
Sensitive content
This man caught his wife at a B&B with another man.😭😭💔
Lavish Living
64,685 views • 3 months ago

