正在加载视频...

视频加载失败

91,249 次观看 • 1 年前 •via X (Twitter)

36 条评论

Tapiwa Choto 的头像
Tapiwa Choto1 年前

Thought the moms in pink was coming to console him apa her focus is on the empty chair 😂. She's got no time for nonsense

Solar Heavy 的头像
Solar Heavy1 年前

another epic track by @SolarHeavy

Tinashe (Dutchavelli) 🇿🇼 的头像
Tinashe (Dutchavelli) 🇿🇼1 年前

Unoziva ka, vanhu havatereri🤷🏽‍♂️You know masinhi aya anoda uri muRoom mako then you propose. Zvikadhakwa muRoom mako hapana achaziva. Hona manje izvezvi, Zimbabwe yese yakuziva kuti wawacha🤷🏽‍♂️ Anyways, Anjalo AmaSports🤷🏽‍♂️

Marrion 的头像
Marrion1 年前

🤣munenge muchimbo taura nyaya dzeyi mu ma inbox to the extent you don’t see red flags that you’re not being taken seriously(toy boy)many girls call me noty but I go start to the point after 1-2wks of communications if you say no I accept & pass,it save me from dramas like these

Pardie Dziya My-Ambo 的头像
Pardie Dziya My-Ambo1 年前

Where did Zimbos copy this culture..

Geelaw Media™ 的头像
Geelaw Media™1 年前

@Shadaya_Knight anovataurira everytime lol

Ian Munashe Chawanda 的头像
Ian Munashe Chawanda1 年前

Simps will die many times before their actual death

Truck and trailer accessories Hub 的头像
Truck and trailer accessories Hub1 年前

Masekero akuita vanhu amana kaa🤣🤣🤣🤣

Former Leader who is Current 的头像
Former Leader who is Current1 年前

They must learn the hard way, he will recover and never do it again 🤞🏿

Player 456 的头像
Player 4561 年前

Vanhu havadzidze

Assorted Pro Max 的头像
Assorted Pro Max1 年前

Zvima food outlets zvine munyama izvi. Especially zvinotengesa huku.

Irene 的头像
Irene1 年前

Vanhu vachafa narwo rudo

Martin Masango 的头像
Martin Masango1 年前

Your present used as the weapon 😂😂

fungayi 的头像
fungayi1 年前

chiregai vakomana,

FARAWADYA🇿🇼🇨🇳🇦🇪 的头像
FARAWADYA🇿🇼🇨🇳🇦🇪1 年前

Aurayiwa ne chibage 😂😂😂😂. Young maize cob 😂😂😂. Chicken yakarambwa all over imi munenharo

Thulani Mhlophe 的头像
Thulani Mhlophe1 年前

That must suck 🧐don’t worry my brother elevate yourself get your bag and stay In prayer …she belongs to the streets !!

Piroz 的头像
Piroz1 年前

Kkkkk weak ass Zim dudes. From getting free cars to this, what a shame

Liviekayzie^♈️ 的头像
Liviekayzie^♈️1 年前

Mame mame😅😅😅

Ian Masawi 的头像
Ian Masawi1 年前

Taura hako kuda kunyadziswa nema suspect ayo

Clinton Madamombe 的头像
Clinton Madamombe1 年前

Relationship nowdayz its totally business

Tendai 的头像
Tendai1 年前

Regerai vakomana

ray 的头像
ray1 年前

@KuflexUshe 😂😂

تابع بإصرار 的头像
تابع بإصرار1 年前

Ko avo vatora chair yave vacant? Aaaahhh dai aramba nayo ati arikudzoka. Ndafunga kuti varikuda kunyaradza munhu izvo bodo .. inotori bhobho advantage plus smart move 🤷🏿‍♀️

Memberofthepublic𓃵 的头像
Memberofthepublic𓃵1 年前

Lmaoooo😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭

Machismo_StoicMan 的头像
Machismo_StoicMan1 年前

i feel sorry for him, hope he heals.

Tindo 的头像
Tindo1 年前

Munhu arikuseka uyo mmmm anosvotesa

Taps 的头像
Taps1 年前

Eish

Novichok 的头像
Novichok1 年前

Vanhu havadzidzi kuti vanema shave ekusada kuitawo relationship or marriage

bull not dozer 的头像
bull not dozer1 年前

Copying culture dzevamwe muno kuma semombe 1 day. Apa akuchema akuda kunyaradzwa apa isu tatisati tapedza ma chips edu e$1

malandu yi ndoda 的头像
malandu yi ndoda1 年前

When we invite them to the " Men's Conference they don't come" we invite them to join " Stingy Men Association" they don't want to join.....

Mubvandiripo WeGuruve Chipwaka 的头像
Mubvandiripo WeGuruve Chipwaka1 年前

@streetheadboy Regerai vakomana munoremara

@chief 的头像
@chief1 年前

Regerai vakomana

Anopashe 的头像
Anopashe1 年前

The brother must be forcefully enrolled at the Hakimi Institute of Steel Balls.Kuzorova kaenderera ende kachanyudzwa zvako.

Rodwell Masocha 的头像
Rodwell Masocha1 年前

I think we need prizes for ladies/girl who do this, kkkkk

Christaberl Kazembe 的头像
Christaberl Kazembe1 年前

Ah 😅

MukuraWeZaka 的头像
MukuraWeZaka1 年前

vakomana tsvagai mabasa

相关视频