Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Asi Chamisa kaaa🤣🤣🤣
15,468 Aufrufe • vor 9 Monaten •via X (Twitter)
34 Kommentare

I am disappointed nevarume vakuru varikurova maoko. Imagine kupusiswa kusvika pakadai.

Listen young man you're delusional and just leave us alone. You chose your way which has got nothing to do with Chamisa and zvaanoita or kutaura has no effect to you or with you. Stay in your lane

He is intelligent. Twumadununu twese twurikurovamaoko twuma CIO twunofanirwa kunyeperwa like this.Twakatodzokera with wrong information kuPrecabe farm kunoudza zungairwa rekuZambia iro

Chapwati??? wotoona varume vakuru kutorovera maoko such nonsense. Chamisa will never do anything other than mere rhetoric

Anovaona vanhu vese semabhambi, manje this time haalume

Hard to still believe in this guy. His time is gone 😢

Kunyara ndokwaasingaite

Ari kutaura chokwadi 2026 Emerson out

He has better career prospects in stand up comedy

@zulukingggg Siyana na Chamisa Wakazoonaka kuti yu are not significant .kamboro

Vachasvinura havo

Haaaa Nero handione achiita impact seyekare missteps costed his popularity

As a comedian 🤣

U can c the way he is smiling that he is fooling them

🤣🤣🤣🤣 wamutadzawo kaaa... anofunga kuti mafunnies hake...

Chapwati4ED

Aita sei

😂😂😂😂😂😂😂

Uyu akutopenga zvake. Tasvinura manje hatichadi zvekushandiswa

Anopenga uyu

Itai henyu moga chapwati chenyu ma comrades 🤣🤣🤣🤣🤣. Chapwati chaicho makachisiya gore rino

Iwe mufana kukusimani Imbomira izvozvo Imboita zvemikuku mhuri ikoko

Muchasvinura nezvapwati zvenyu izvozv🤣🤣🤣🤣😂

Ndo hustle rake. Please musiyei ati

Ko mave papi namai yako iya haisi kumbobudikira yozobudikira towards maelection

Apedza kuronga chapwati achitiza again in 2029 achiti party has been infiltrated, the chapwati has been infiltrated, chamisa refused our advice of going to congress and having a constitution, and legally accepted structures uyu, any chapwati with this is nonsensical,

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Ko sei musiri kutaura zvema structures or Congress ye CCC. Kunogove na Tshabangu chete ndiye leader, constitution and structure ino zivikanwa ba zanupf.

Kkk wati vadini

The biggest Zanu PF project in the history of Zimbabwe

@MekeTitus How is UZA kkk

Ko maCurtain???

We told you..😂

😂😂😂😂
