Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Aya ndiwo mahwani manje aya
67,084 Aufrufe • vor 3 Monaten •via X (Twitter)
69 Kommentare

Sexual discipline can save you from such levels of “mahwani”. 😂😂😂

Unofira mahara bcz misoro miviri haifunge panguva imwechete

Bravo!! 😂😂

Two wrongs wont make a right,inferdelity is wrong so as kidnapping and solicitation of funds is a criminal act too

Sad naked truth

Apa mukadzi wacho chibage zvacho

Chakagochwa

Two consenting adults and deal with your mukadzi nekuti this is kidnapping, mutemo haubvume

Mutemo wekupi

The whole world mdara

Kidnapping in daylight. However varume zvikwe ityaiwo, mukadzi wemunhu is a no go area. Nyangwe akada sei, usabate.

Kunyenga mkadzi wemunhu kunyenga demo

No any other explanation better that this 👏

@mi62206 But you know what usually happens that guy is a victim because mukadzi anenge asina kutaura kuti Ndewe munhu, Pamwe akatomunyepera kuti handina murume

@Bufsol30 Yeah youre right but patorine team dzinotonyenga vevanhu dzichiziva dzichizviita dzakapenga

@swinging4life3 Iwavo ngavangangurwe.

This is a crime being committed and the responsible authorities have to act.

Thats SA baba

Kruger National Park is something else my g!

Kkkkk

Some men are very weak, a man who chows your wife is not the problem.

Vamwe vacho vanoda kumamiswa bcz vanotoudzwa kuti ndine murume voti haana basa

@thembekatshoba But uyu ati ndaisaziva and the lady looks like she never told him. Akatonakirwa uyo.

@thembekatshoba Muface uyo pane paachati ndakaudzwa here

Its a scam aita munyama itori dhiri

yaaa aya ma 1 chaiwo chaiwo but in this case the guy is innocent cause mkadzi wemunhu ndiye asina kutaura kuti she married.

Ko kana akaudzwa akati haana basa

@big_shonaa Unozondipirei manje ? And beside in ndodzorera mafight anobaka moto

@big_shonaa Unorumwa nhengo apo

Taka ngoita ka 1 is wild😭😭

Panenge pachataurika kuti takaita ka 6 here nyoro

I wonder what Moyo said 🤔 🤣🤣

Maybe moyo was buisy with someone’s wife lol 😂

Haana kuita cash send lol

Apa mkadzi wacho ngaanake 🙆🏻♂️😭

Usadaro

Saka vanoti mfesi uyo anoiwanepi $15k? 😭🙆🏻♂️😂

Its rands Sir

Ishoma iyo about $900

kuti makaita here ndoo pane nyaya,zvekuti kangani ratove drama.

Was this staged?

Haasi ma skits aya

too bad, ma1 for the guy

Zvekurowa munhu kuti akambura bota rako ndezve kushaya just send the bitch packing,akadzokorodza futi voita same thing again

15 chii?😂😂 Inobuda pa face iri funny funny iyoyi?

That's extortion.

🤣🤣🤣🤣 haaa ukarima mapfunde unonzwa nekutandira shiri zveshuwa kkkkk varume musaroora mahure aya

@MurapaG New chadonha version

He should have called Sibanda or Dube

Vakadzi vevanhu siyai

Why not deal with your wife and ask her such questions, hanty ndiye apinza nyoka mumba achiziva...that's why muchisvirirwa because mkadzi wenyu akatoona kut tsano idako...

Are we gonna ignore that he was not told that she is married.

Thats what all men say vamwe vanenge vakaudzwa voti hazvina basa

Yah true

Lol kuzokiya kiya language isiri yedu ndokuti zvityise here

To make matters worse

This is a scam.

Regerai vakadzi vevanhu

Kana munhu atokwirwa atokwirwa zvekuzobvunza condom ratova drama.

@MurapaG Ibvai pazvinhu zvevanhu

If its not rape, and they are consenting adults, pedzerana nemkadzi wako.

Ma1 anenge atanga

aisaziva,zve so fault ndeyemukadzi uyo haana kumuudza ngatisaita ma emotions but ngationgorore nyaya zvairi...

Regerai vakomana munokuvara

Vanhu vacho havataure kuti vanhu vevanhu vachatiurayisa

Assault/Attempted Murder, Kidnapping, Illegal detention, extortion, likely some conspiracy is involved. These people are so going to jail.

@TafadzwaMandov2 These ones never used condom twas Row😀😂😂

Heads must roll...crime scene

Why do the always say takaita ka1 😂
