Baba Harare ๐๐๐ป๐ฅ
@everythingzimtv15K followers
135,057 views
35 Comments
Comments from the original post on X (Twitter)

@BSaimba
Ngatirembei takabatisisa mashoko aBaba Bona nhaika๐คญ๐๐๐๐
39 likes

@isoka_le_Harare
Keke Palmer's look alike
26 likes

@Kam17Kamutanho
Dzimwe nguva inobva yanodyiwa ikoko
21 likes

@prnc_1
It's funny kana isiri hanzvadzi yako
18 likes

@Tindoproud
Bur zimdhara iro rakapenga manje.rinogona kufadza vanhu
13 likes

@Mukoma_C
Baba vane mangoma hobo ๐๐
12 likes

@MrWhite93113042
He was trying so hard to mind his own business
7 likes

@no_one234534
She's struggling
7 likes

@machengete101
Always wonder kuti paya paanga akuita zve gospel aida kuzama kudii chaizvo
6 likes

@Luckmoretembo2
Zvigure Baba . kuenda kuchurch paye vangavaenda kutashishi.
4 likes

@SmartThembo
If minding my business was a person๐๐๐. @BabaHarare1 manga musiri kuona zviri pamberi penyu here kkkk
4 likes

@Tinashe1435641
Ukaona Baba harare vakudai vanenge vatovata
4 likes

@FromZimWithLove
@BSaimba haaa Mamonyaa soo๐๐
3 likes

@muvengwa_t
Waist management
2 likes

@mu_kanadian
Mone mone ๐บ
2 likes

@kingveshto
Coil master
2 likes

@hofstadterzw
Who is the girl?
1 like

@floyangu
Chiuono chababa Harare though๐
1 like

@everythingzimtv
๐๐

@Ndala_Nkomo
I wonder kuti marriage ya king david iri kufamba sei
1 like












