正在加载视频...
视频加载失败
Bhachura rekuseri 3
21,393 次观看 • 8 天前 •via X (Twitter)
44 条评论

Munhu apotswa ne mheni anenge akapfeka sei 😂😂😂 you play your character very well always

Aww Cucsman

Chipindura kuti munhu akutwa ne mheni anenge akapfeka sei😂😂

Marengenya😂

Nyaya ye no nut mukuionawo sei iyi nhai mabhachura

Himiii

Tipeiwo kaa muono wenyu😁😁😁

Bhachura risapuse

Musiye kahunhu kekusanganisa ma perfume muchagadzira acid

Iro bhachura rikunonoka ku actor futi nhy chiichakadaro

Nhai

Chazoenda here chikafu chemanheru

Sister is shooting her shots but eeeey bhachura rikunonoka kabata masai sai 😂😂

Ndikuwona apakurirwa muriwo chaiwo, mbijana mbijana ndokwatiri kuenda

Lols

chikafu chirikuda kubikira bhachura chikafu hehe

Clean haphwa……but pachaita heartbreak musi uchawunzwa bhebhi nebhachura😹😹😹😹

Hehehe

Sis varikugona flirting ava

Haa mukomana wekuseri arikudiwa zvake 🤣🤣

Vana va eve vane mabasa 😂😂😂

😂😂 aaa

😂😂😂

Bhachura racho rine chinono

Can we be friends

kupotswa nemheni here😂😂

😂😂😂😂😂😂

Hesi Nyarie

Hiiii hesi

Bhachura iri very slow actor kunonokera kubikirwa🤣🤣🤣🤣

Hahaha Lets go 😂

😜😜😜

Ko iwewe hauendi kubasa?

Bhachura rechi hwai hwai

Ingo taura nyaya yako Nyarie. 😅

Ndikutya

Although this is a low budget movie, the acting makes up for low budget. I'll nominate you for NAMA

Harisi movie😭

Ok I understand

😅😅😅akapotsewa nemheni ndiani

Iye aigara pano 😅

😅😅😅😅I can imagine

Iro bhachura racho kunonoka kubata signal 😂😂😂😂

Nhai
相关视频

Sensitive content
PIPRAVI4EVER<3
Netflix
172,149 次观看 • 5 个月前
LE TOP 3 DE LA SEMAINE ! 🏆 🥉 Top 3 - Kellin 🥈 Top 2 - Supa 🥇 Top 1 - Chovy
OTP LoL
108,956 次观看 • 8 个月前
