Loading video...
Video Failed to Load
Bro literally said the whole Maths Syllabus though 😭😭😭🚮🚮
49,424 views • 2 days ago •via X (Twitter)
49 Comments

This guy looks like new vinicious version of Fretz

😂😂😂😂😂😂matwinz

Zimsec ko asi makupa ana mufundis ma chapters ari kuuya kani😂😂😭 A madzibaba once told me "nyora zimsec ndoyauchaita straight A's cambridge vanhu vekudzinza kwenyu vakakuisira hoko wat wat haupase." Scored 5 A+'s pa A level and i called the same day ndikamuti munoroya kasi😂😭

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣kune basa uko

Arrest these frauds please😂😂😂😭😭

Ini ndopa mhosva ZANU. Dai isiri ZANU hataiwana ma crook akadai😂

🤣🤣🤣🤣🤣radii haro dare

ZANU yakafanana nenyoka. Hapana painonzi iregerei😂

Chapter two is Algebra which is basically the core topic for the whole thing. Chapter 10 circle geometry yaunoziva kuthi inongouya. Haaa nigaa needs some serious beating 😂😂

Ndiye wekuudza momz iya kt inofa musi wa20 March 🤣🤣

Ehe🤣🤣🤣🤣🤣🤣

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 prophecy reached another level

Ah zvakaoma

We call these Barnum Statements 😂🤣

@_Wytcloud This should be illegal

😂😂😂 ko Fretz akuita futi type yema skits aya🙌

🤣🤣🤣 tiriii pama1

😂😂😂😂kutisaiza uko

Pamwe pacho zvechurch kuAfrica dzingori nharo

@TafadzwaMandov2 Why does he keep holding her hand?

@TafadzwaMandov2 Maskiri

Crammer??

Literally thats the whole Syllabus for you to pass. Thats how exams are set. Amana ka Mamisai vanhu ava varipadhuze navo😂😂

zvonyadzisa izvi🙆🏻♂️

kuchapiswa munhu kana mazogara🤞😂

😂😂😂😂😂😂 The confidence!

Hant ndimi munomupa here confafa

Ipapo babe rine ratokudana ku church...unenge utoripo panzvimbo wakagara ku back aura farming hard💔

🤣🤣🤣🤣ndongoti ndakumboenda toyaz hamundiwane futi

Uyu akanyepa pa World Cup ya 2022, kubva ipapo ndakaona kuti idako zvake mface iyeyu. 😂😂

Nxaaa anambwa ava

Charlatan

Parwarwa apa🚮🚮

2026 still following these yahoo yahoo boys preying on your wallets.

😅😅 they do that dumb shit to women

Haaaa vakomana kaaah 😭😭😭😭Mwari munomupinzireiko pama dhiri enyu aya 😂😂😂😂

😂😂😂😂 Maskits ayaa

Such a funny skit

Very funny

Wow who is this guy?

Marcelo pabeat😂😂😂😂😂😂😂😂

Uum akaipa

Africa is a very playful continent

iye akadzipasa here maths dzacho

Lotto numbers 🤣🤣

Mfundisi vanoda shamhu ava

Haaa uyu haana hake musoro wegora ipapo ndinomu chenesa 😅🤣😂😂 haawoni kkkk

🤣🤣😭😭 we're being cooked

😆😆😆😆
