Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Chatova captured chimfana ichi. Chakutongoimbira dinner😂
49 Kommentare

If someone gave me 50k hahaha pane pakutoda kuti ndiimbe kana imbwa dzake

😂😂😂😂😂

😂😂😂😂😂blind patriots Someone is singing for his dinner 🗣️

Someone is just singing for his dinner

Court jester

Zvopenga zvivapfana izvi

So aing a theme song for a football team you are a brand ambassador for is now being captured. Saka unoti vamubhadharira mazimari nemota kuti aite sei. Captured moiziva here imi ndezve basa izvi

Totomufarirawo spragga😂but chakuseva mundiro isiriyo bro😂

Winky Ariko kuEconet wani same ana Jah kunyaradzo kana utori ambassador wakabhadharwa unotoimba zvawabhadharirwa Simple zhet

I dont think he was paid to make a song ye Scotland tho😂chete chi fave ndosaka mukumunyara

Apangoma harisi kunyatsonaka

Dai wavhura meso unofa munzira 😂😂🤞

Lick lick

Every brand ambassador does that wangu if you don't advertise zvinhu zvavo they pull the deal kaaa

Lol ndye ere atanga kuita ambassador we club😂 double standards nekut ndowatofarira makuchooser kutsamwa😂

Zvasiyana chii with actually licking it ?

Same same

Ndokutopera kwacho

Kupera hake anogona kusapera but anenge achngorova mangoma ekufadza muvhet

And kurova mangoma ekufadza muvhet ndokutopera kwacho coz no one will stream a song about muvhet wako

Boss Scotty,munopisa kunge mvura iri Hoooooty!🗣️🗣️😩

Manga muchamupa here dinner yacho imimi nhai mukoma.

Maya😂mukudeepisa king. Vapfana ngavangozvishandira. We shouldn’t have double standards kana pakapiwa munhu wamofarira ngatingotaura sezvazviri

@mambowechidiki mu zim ma structure emusic ekut utonyatsobudirire hapana ma record labels acho are broke and cant offer good deals so dont judge him he sky rocketed apa

@mambowechidiki I m not judging him

Let him milk the moment,ndiyo nguva yake yekudyawo tax yevabereki vake,iye haana kwaati ashanda haana tax yaati abhadhara

chakangwara ngachikumbire sterek

Blind Patriots

Siyayi mwana ayite mari nyika haina kumira mushe iyi

Vave kuita zvokunanzva chaizvooo

Zvaendwa

But isnt it kuti ndobasa raBrand Ambassador its not "captured" he is doing his job what he is paid for

Nekut momufarira hamus kuona chakaipa?😂

They all sing for their dinner coz ndiyo career yavo. And I mean all musicians

Zwayendwa

Apa NDIRIKUNGONZWA Sauro zvangu , I really miss Sojah love amana

Zvakanaka zvakadaro pane kuimbira nzungu

Yes yes

🤣🤣🤣🤣

Ko zvinombotana here?

He is literally “singing for his dinner”😂😂

Aimboimbirei?

Hanty ndiye brand ambassador here

They’ve never won even 5-0

Ghetto yuts are the victims of circumstances

Blind Patriots

Zvitori bho ndezvebasa

@richsibling Asi maida arambe mari here mukoma?

asi mari arikudya zvake mpfana iyeye
