Chiremba ava Bho here ?
@LynneStactia316 B takipçi
15.914 görüntüleme
9 Yorum
Yorumlar X (Twitter) üzerindeki orijinal gönderiden alınmıştır

@ViolencMinister
Ndakamborara mu hospital ku Parirenyatwa my rich uncle from UK bought me pizza ndakadya one piece semunhu aive nemaronda muromo and I slept I woke up midnight Only to find box alone ndikatii chiiyi chakadaro chinenge ngozi zvikanzi ave kuita ma hallucinations 😂😭😭😭😭
5 beğeni

@fimbiyegudo
Mkkkkkkk daughter ndi doc varikudya food yemurwere
3 beğeni

@LynneStactia
Imagine dad mashura 😂😂😂🤣
1 beğeni

@ctdmayisva
NdomaFake Doctors anetsa.
1 beğeni

@LynneStactia
lol 😂

@Fewbrix
Ummm😂😂😂
1 beğeni

@EustinaMaramba
Ndiye skilled rebhara wachona
1 beğeni

@mbtallbert1982
If it's in Kwachustan the doc is really hungry
1 beğeni

@Tinashe99743651
Ndiye adii
1 beğeni
