Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
16,838 Aufrufe โข vor 1 Jahr โขvia X (Twitter)
11 Kommentare

Thought it was fake until I decided to view it from above.

take the journey

Zvino reva kuti panotova nevamwe vakatsitsirirwa ipapov. Vangadayi vakafukunura chitunha vakanoviga ku private kwavo vega not this selfishness narcissistic behaviour, this is a crime scene

Mapositori and the whole cult yechipositori is the source of our problems in Zimbabwe. That religion should be banned

Saka vanhu vanotonga chiiko kuZimbabwe uko, maslogan chete a 2030 and minerals๐ฎ

They have a good case.... Who does that kushaya respect nemakuva evanhu

Ahisi problem yemunhu akafa anditi. Batai vapenyi mumamise

Mmmm they tampered nemakuva evamwe that is illegal

@PoliceZimbabwe batai vanhu. Cemeteries Act Chapter 5:04

Madzibaba Nzira still giving people trouble even after death

That's Zimbabwe for you
