Video yükleniyor...

Video Yüklenemedi

Ana Sayfaya Dön

CHURCH YEDU IHOMBE...

42,142 görüntüleme • 3 ay önce •via X (Twitter)

30 Yorum

Twinsisters profil fotoğrafı
Twinsisters3 ay önce

Thank you so much, Sir @wicknellchivayo. Your kindness is truly remarkable. I would have to be made of stone not to be touched by such generosity. May God continue to bless and increase you abundantly. Although I am not a member of your church, I am deeply grateful for your unmatched generosity and compassion. Your giving is exceptional and has touched countless lives. It is a rare gift to consistently uplift others, and your generosity stands out as one of a kind since Zimbabwe gained independence. May the Lord reward you beyond measure and grant you continued wisdom, strength, and favour.

HardTalkZw🇿🇼®️ profil fotoğrafı
HardTalkZw🇿🇼®️3 ay önce

Hapana zvirikunamatwa apa. Ndi Mwari upi anoti rambana nemukadzi,sungisa mukadzi na mai vake , ndi Mwari upi anoti ipai vanhu motor iyo nyika yese ichifa nenzara... sowe rose rotadza kukutsiura coz unemari

BOSS KIM profil fotoğrafı
BOSS KIM3 ay önce

Mukuru we ma Days muhombe like i said, script yekuti ma postori marombe haichashande… ma postori amuma GD6

CaptainThomasSankara profil fotoğrafı
CaptainThomasSankara3 ay önce

Abuse, rituals ,Juju. Mapositori here Zvigavanga izvo . Y fit well with them. FYI : Someone is about to blow the whistle on your secret cult involving powerful people . Zimbos are not aware about the spiritual element involving yr wealth. Ehhhhh!!!!

Chief of the Mbire profil fotoğrafı
Chief of the Mbire3 ay önce

Wicknell, you are starting to annoy me now, Masowe is not a church it is a cult and those who believe in it's ideologies are cultist or fetish! A church hosts devotees who believe in Christ and the teachings of Christ are enshrined in the bible which you don't teach!Stop it!

True Liberator profil fotoğrafı
True Liberator3 ay önce

Nonsense, these guys are girl child abusers. You support rubbish

BABA VENYIKA (GK) profil fotoğrafı
BABA VENYIKA (GK)3 ay önce

@wicknellchivayo HUYAI MUNZWE HANZI LEVEL RENYU RIRI REGA CHAPWATI CHAICHO😃.

LionOfZim🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 profil fotoğrafı
LionOfZim🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼3 ay önce

Hakuna Company inoita profita inosvika apa 😬, nhamo iri paGround Hameno … tosvikepi

Mambo Hezekia profil fotoğrafı
Mambo Hezekia3 ay önce

Kunonamatwa here ndochete zvakakosha kwete zvavanhu vemisoro yemagora

ZANU PF Mabvuku Tafara Information Desk profil fotoğrafı
ZANU PF Mabvuku Tafara Information Desk3 ay önce

Mukuru weMazuva 🔥 Ngazviyende mberi Tirangarirewo weDenga! Tipindewo ipapo.

CaptainThomasSankara profil fotoğrafı
CaptainThomasSankara3 ay önce

Context: Mapositori shamwari dza " FAFI" vakaenda kugomo rinoyera rine makuva evakuru e Zimbabwe vachida kuba masimba ekuporifita . Vakarangwa "PEPE" chaiyo. Mhepo ye Zimbabwe yakadzika uchaona kuti twumasimba twako twe "cult" was a waste of time.

Baba Ramero profil fotoğrafı
Baba Ramero3 ay önce

Makurukota nemasvikiro huyai tinamate 🙏

𝐑𝐮𝐬𝐬𝐞𝐥 𝐏. 𝐂𝐡𝐢𝐭𝐞𝐩𝐨 profil fotoğrafı
𝐑𝐮𝐬𝐬𝐞𝐥 𝐏. 𝐂𝐡𝐢𝐭𝐞𝐩𝐨3 ay önce

Gungano rinokoshesa rudo, tsitsi, ngoni neruregerero. Ndicho chimwe chezvinhu zvikuru chinoita kuti kereke yaJohanne Masowe ive nzvimbo inokwezva mwoyo yevanhu vakawanda. Ikoko munhu haatariswe nekwaanobva, zvaanazvo kana zvaasina. Anogamuchirwa nerudo, anonyaradzwa netsitsi, anosimudzirwa nengoni, uye anodzidziswa kukosha kweruregerero. Hukuru hwekereke hahuyerwi nezvivakwa chete, asi hunoyerwawo nemoyo yevanhu vanorarama maererano neshoko raMwari. Rudo runobatanidza, tsitsi dzinoporesa, ngoni dzinosimudza, uye ruregerero runovaka mhuri nenharaunda. Ngatirambei tichichengeta hunhu uhu hwakanaka hunotidzidzisa kuremekedzana, kubatsirana, nekugamuchirana semhuri imwe. Munyika izere nematambudziko, rudo ndiro runokunda zvose. Mwari ngavarambe vachikomborera kereke yaJohanne Masowe nevose vanoramba vachifamba munzira yerudo, tsitsi, ngoni neruregerero. Rudo haruperi. @wicknellchivayo

para madzongo profil fotoğrafı
para madzongo3 ay önce

Yes but yaJeso ndiyo hurusa kaa Sir Wicky, great day to you Sir.

1 of 1 profil fotoğrafı
1 of 13 ay önce

Munana mkoma teddy nesu mukati imomo ticghitsvaga ma aqua

Tinozey profil fotoğrafı
Tinozey3 ay önce

Hurombo Hwakashata Vakomana.

Norman Mugombi profil fotoğrafı
Norman Mugombi3 ay önce

Defending an instrument chosen by the Almighty to bring heaven's blessings down to earth is our Duty Ini NDIRI MUKURU, handitaure ZVEKUNYEPA !! As I promised, if GOD blesses me, MUPOSITORI WESE achafamba nemota. Vaive VAROMBO vachave VAPFUMI nekunamata. Akadaro mukuru wemazuva

Sirroco profil fotoğrafı
Sirroco3 ay önce

Ini kungoti 1000 ndinofara... Haa mungatendwe UMP yese

Mr Farmer🍀🍒🟢 profil fotoğrafı
Mr Farmer🍀🍒🟢3 ay önce

Kwasara kumasero Sir

Ezee_Boy profil fotoğrafı
Ezee_Boy3 ay önce

Inoda Jesu church iyi. Vhangeri richigere kubata ushe uku.

oneganaz profil fotoğrafı
oneganaz3 ay önce

ko sei ana Madzibaba vekuSHAMVA vasingawanewo yet ndiko kunoita ZANU PF landslide victories ma 40 000 votes? Hakuna MP anga anemavotes kukunda weshamv, SHAMVA Branch @wicknellchivayo

Sody Banks👑 profil fotoğrafı
Sody Banks👑3 ay önce

Zimbabwe mahumbwe

𝐑𝐮𝐬𝐬𝐞𝐥 𝐏. 𝐂𝐡𝐢𝐭𝐞𝐩𝐨 profil fotoğrafı
𝐑𝐮𝐬𝐬𝐞𝐥 𝐏. 𝐂𝐡𝐢𝐭𝐞𝐩𝐨3 ay önce

Gungano rinokoshesa rudo, tsitsi, ngoni neruregerero. Ndicho chimwe chezvinhu zvikuru chinoita kuti kereke yaJohanne Masowe ive nzvimbo inokwezva mwoyo yevanhu vakawanda. Ikoko munhu haatariswe nekwaanobva, zvaanazvo kana zvaasina. Anogamuchirwa nerudo, anonyaradzwa netsitsi, anosimudzirwa nengoni, uye anodzidziswa kukosha kweruregerero. Hukuru hwekereke hahuyerwi nezvivakwa chete, asi hunoyerwawo nemoyo yevanhu vanorarama maererano neshoko raMwari. Rudo runobatanidza, tsitsi dzinoporesa, ngoni dzinosimudza, uye ruregerero runovaka mhuri nenharaunda. Ngatirambei tichichengeta hunhu uhu hwakanaka hunotidzidzisa kuremekedzana, kubatsirana, nekugamuchirana semhuri imwe. Munyika izere nematambudziko, rudo ndiro runokunda zvose. Mwari ngavarambe vachikomborera kereke yaJohanne Masowe nevose vanoramba vachifamba munzira yerudo, tsitsi, ngoni neruregerero. Rudo haruperi. @wicknellchivayo

The McDennias Brief🇿🇼 profil fotoğrafı
The McDennias Brief🇿🇼3 ay önce

Have a wonderful musangano weGore🔥✊👏

The Independent Variable profil fotoğrafı
The Independent Variable3 ay önce

Me trying to think of ways I can get one of those

Anesu E. Munhanga profil fotoğrafı
Anesu E. Munhanga3 ay önce

Mukuru mukuru ✊️✊️✊️

Cassim Whisky profil fotoğrafı
Cassim Whisky3 ay önce

@Tinoten53374277 May God continue to bless and shower you with more blessings @wicknellchivayo

BrickbyBrick Media. profil fotoğrafı
BrickbyBrick Media.3 ay önce

Zvinofadza uye zvinokomborera kuva muMasowe. Nyasha dzaMwari dzinotungamirira nzira dzedu mazuva ose. Ngatirambei tichifamba mukutenda, murugare, uye mukutenda kuti Mwari vanoramba vachitiropafadza. Amen

Uncle G7 profil fotoğrafı
Uncle G73 ay önce

Okay, asi Mwari muhombe!

Baba veboys profil fotoğrafı
Baba veboys3 ay önce

Namatai zvakanaka,zvinodiwa nababa ,najohane namanuwero ......amen

Benzer Videolar

Haah Ngwere ihombe 🙌🏽
5:36

Sensitive content

Haah Ngwere ihombe 🙌🏽

Tinazee☆ 🆇

41,584 görüntüleme • 2 yıl önce