Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Context sake, big skit there😂😂😂🙌🏽
35 Yorum

Vanhu vanoseka izvi hamuna ma problems

This was beautifully done, the fact that’s it’s actually an advert but done naturally as a skit 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾plus the acting was good🙌🏾🙌🏾🙌🏾

Hanzi munondo wandakaona wakabatwa na Gabriel akomana ka 😭😭😭😭😭

Zakeo futi areba

This is premium content 😂😂😂😂🙌🏾

Greatest skit pachii?

Enjoyed watching this until I realized it’s a snake oil peddling advert.

Blasphemy

😂😂😂😂😂Judas adzikira

😆 haa mfana uyu abika. Watched all 3 minutes and 28 seconds

🤭🤭🤭, ndiPeter wemu bible here anga achitaurwa naye apo kkkk. Overall I enjoyed this 👏🏾👏🏾👏🏾

haaa apa akaremera nyika

"Munondo ndo sword rekucheka vatadzi" 🤣🤣

Very good skill & put together

@RaymondMusakuro 😂😂😂

Effortlessly executed

Mhururu😂

its zakeo areba for me kk

Zakeo futi areba 😂😂😂😂

Award winning stuff there.

Just goes to show how religion sets us back. Nothing funny here but continue

Nazareth, Jerusalem adzisi nzvimbo dziri kudenga dziri pano pasi (Earth) Israel northern side and central part iri Jerusalem

😂😂😂😅he cooked

Akagona mupfanha uyu😂😂😅

@xviddl download this video please

Cain naAbel vaida kutiza kkkkkkkkkkkkkkk

big talent there

Kana usina kuchaja 10k and above for this skit enda unopuhwa imwe

Job muzukuru 🥰🥰🥰🥰

Hanzi Munondo wandakaona wakabatwa na Gabriel😂😂😂😂😂

Kk yakaedzerwa iyi

@xviddownload download the video please

@xviddl please download this

😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

Nhaimi zvinofungwa nefungwa dzakaita sei izvi 🤣🤣🤣 mfana uyu mabasa chaiwo kkk but manje saga bag iro raifanirwa kuva regoridhe🤣🤣
Benzer Videolar
“Inshallah haingii chunguni” 😂😂😂👏🏽👏🏽👏🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽
fatma karume aka Shangazi
71,590 görüntüleme • 1 yıl önce
