Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
๐๐๐คฃ๐คฃ๐๐ฝFINISH ๐ค
58,510 Aufrufe โข vor 1 Monat โขvia X (Twitter)
41 Kommentare

๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃthis one is a champ my first marriage ndaka tizisa and it worked !!!! my my lovely wifey continue to rest in peace we went on to leave together till her departure from this world .Tizisa it worked for me .

May her soul RIP ๐๐ฝ

Preach Baba Preach๐๐

๐

Tizisai nekutizira ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

Kkkkkkkk I like comedian...chapwati che message

@CMukungunugwa There is the signal. Wamunhu mukuru. Canโt always tell you what to do. Action !

Madungwe ndemwe type, he is the reason why Zimbabweans can't be invited through social media. He asked Zimbabweans to come and see God at Kopje vanhu vakarohwa ikoko. #TsvagaiMari

Amen munhu waMwari haa vanhu tizisanai๐คฃ๐คฃ

๐คฃ

๐คฃ๐คฃ๐ค

This one deserves a RollsRoyce ๐๐๐๐๐

kkkkkk parikudiwa kungosiya baba naamai nenzira yaunoda

๐๐๐คฃ๐ค

Haana kupera kugadzirwa uyo ๐คฃ๐๐คฃ๐คฃ๐

Ahhh๐ ๐คฃ๐ ๐คฃ

Pashata !

Mhepo dzanyamavhuvhu

Toda vanasikana vanoteerera aya mashoko makuru kubva kuna VaMadungwe

VaMadungwe ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

First yangu kumunzwa achitaura chokwadi

๐๐๐ค

This one is stark staring raving bonkers.

Madungwe wedding ๐

I think he is right though kkkkkkkkk

Itsika yedu ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

Madungwe is Right

Word! ๐๐ฝ

Physiatric evaluation needed

But he is right

ndizvo chaizvo kana wakati simbei ita musengabere chaiwo

Madungwe ndiCde kkkk

๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐ ๐ chakakosha kuroora/ kuroorwa zvekuti waenda sei ratove drama..๐ ๐

๐๐๐คฃ๐

Kkkkk

๐๐Ndauya kuyedza

When the Bible says โtouch not the anointed โ does that include Madungwe ?

Kkkk hayas

Kkkkk mudungwe chaiwo

Ndokumbirawo kukutizisa @LynneStactia

๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐๐๐ apa akaguta mvura hake๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ....comedy 101- skit rakazara...reality show๐๐
