正在加载视频...

视频加载失败

Gents Mukuitasei???

35,588 次观看 • 1 年前 •via X (Twitter)

10 条评论

🎲 的头像
🎲1 年前

A real man should never raise his hand against a woman. True strength lies in restraint and respect, not in violence and domination.

realshelaz 的头像
realshelaz1 年前

I guess this will help the guy in the near feature.

Special Agent Vetkoek 的头像
Special Agent Vetkoek1 年前

I always say Zim women do not ignore the signs be4 marriage.. Kana he is disrespecting yu in front of ppl zivai kuti haasi munhu. Manje munomva mava desperate for imba. This guy is abusive and doesn't even love this woman. A coward who uses force on women nxaaa

Tapiwa Munjoma 的头像
Tapiwa Munjoma1 年前

Na nyakutora video wacho futi anofanirwa kutsvagwa

Terrylino 的头像
Terrylino1 年前

Pamwe pacho vakadzi vanongoda kukaviwa to draw the line

Kuniç✨ 的头像
Kuniç✨1 年前

Men should be taught to be patient & not beat up their wives & the wives should be taught to speak less & to say sorry. The one taking a video is a woman, you can see she wanted that woman kuti amborohwe mbichana. Pane nyaya apo

Taku🇿🇼 的头像
Taku🇿🇼1 年前

Arikutora video is the one atone problem, akumirira kti munh arohwe ozot zvakwana?

KapsyT 的头像
KapsyT1 年前

Tikuda kunzwa kwatangira nyaya

Simba_oneblow 的头像
Simba_oneblow1 年前

Aaah hatidi hunhu hwakadai kana mune hasha stereki endai munorova Mnangagwa mbavha huru

Mrs Laux 的头像
Mrs Laux1 年前

Mai Chiginya will surely identify the woman in this video and tikaziva mukadzi uyu tirikubva taziva kuti baba ava ndiani.