正在加载视频...
视频加载失败
🔸Good day Nick Mangwana, What exactly is taking place in this video? When was it taken? We need new leaders.🇿🇼
135,917 次观看 • 1 年前 •via X (Twitter)
11 条评论

@nickmangwana Kkkk Geza wanetsa, mukuru vakumbozama kutsvaga muteuro kune vembiya🤣🤣🤣

@nickmangwana Bootlicking in progress, quite literally. 🤮🤮

@nickmangwana Raakunobvunzira kuKirawa manje 🤣🤣

💪 Merica, we're taking it back. 💯 You like Trump, you know it, time to show it. ✅ T's for Trump here:

@nickmangwana Zvigananda zvinofunga kuti nyika inobudirira nekuenda kumapositori. We need new leaders for sure

@nickmangwana Kana pane munhu asingazive kuti team masowe same same ne n'anga then regai 2030 vafambe nayo. Varoyi vanofamba masikati machena

@CBongozozo @nickmangwana Zvino anodzifambira akaita man'a gore rino! Haaa mukaona nyika yakuenda kunoyereswa...yakuenderwa kun'anga...president vachibvisiswa bhutsu scarfa iri muhuro zivai kuti haaa zvadhakwa, ende zvaendwa

@nickmangwana Ahhhh! Mdhara uyu

@nickmangwana Kkkkk vane vari kwese kun'anga Kuma Sowe

@nickmangwana Hapana kwatinoenda with this calibre in decision-making positions.

@nickmangwana Is there anything wrong with the HE visiting a religious sect 2 be prayed 4. @advocatemahere , u want 2 be the alternative and yet demean the religion of others citizens u want to lead. How is it different from @nelsonchamisa visit at Chiza or any other sect. Dont be spiteful
