Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
😂😂😂😂🤣🤞 Guys we need to stop this NONSENSE on a serious note! #NoTo2030 !!
66,531 просмотров • 6 месяцев назад •via X (Twitter)
Комментарии: 43

It’s unemployment , the youth is brain-dead 🤦🏽🤦🏽

🥹🥹😭😭

So now we have TEMU and TEMUlite mini presidents. Running media teams with those Mnangagwa clown scarves Suits and skirts with red caps

😂😂😂 vari srs vanhu vacho vanenge vatosiya paden pasna chinhu

😂😂🤣🙌🏽

Who is funding these guys 😅😅Zim is cursed from the root hayi 🙌🏾

@mahlayeya Zvichadzoreka here izvi so sad my country

Aaah ndevapiwo ava nezvimota zvapera muto 🤣🤣🤣🤣🤣😹

😂😂🤣🙌🏽

Politics dzekupi ko idzi 😂 😂.Mota dzacho hadzina kana Suspension 😂 😂 😂 😂

😂😂😂😂🤣

This is approved and funded by ED himself,under Robert Mugabe,we never reached these extremes

Takanokorwa tsoka chete

Watched to see anobudamo😜No mhani Zimboz deserve what they getting or worse. Madununu emashuwa.

Haaa Zimbabwe why😭😭😭😭

Inzara

Apa havana ne nduwe ipapo

50 year olds youth's 🤣🤣

Uyu haasi mentally disturbed here? Pane isirikuendesa moto chete

😭😭😭 this is what our country has turned into! Shame

🤣🤣🤣yeah nyika yakasununguka ino ! Iwe wosvora 🤣🤣 yes to 2030

Zvinonyadzisa ndatovanyarira

🤣🤣🤣

😂😂🤣🙌🏽

Awuuu haasiye muchinda uya anozviti ndeweku dzivirira kuti president vasatukwe here uyu aaaah zvazvakaoma nhayi imi

💯 correct

Aaaaah 😂😂😂😂😂

He is to ambitious this one, Zanu pf haanyatsoiziva ngabvunze Border Gezi kana Elliot Manyika 🤣🤣🤣

Hurombo huroyi

This is heartbreaking

🤣🤣🤣🤣 drama munyika harisi kuzopera vakomana ngakamiswe ava

😂😂🤣🙌🏽

Hezvoness 😂😂😂😂😂

Madrama ega ega muZimbabwe chii chakadai

shonas have always loved zanu pf.

🤣🤣🤣🤣🤣🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽

And time is ticking while the nightmare unfolds….

@Devro_Amplified The modern day Zimbabwean men are pooosssiiiees. Period.

@Devro_Amplified They are pathetic

@Devro_Amplified Yep. For sure.

TBH I don’t feel pity for these morons. Rega vaiitiswe

Haa ndezvipi zvipopi izvi chichirikuitika

Nonsense aside, this video has proven what's wrong with the kaundiri. How many red tied people surrounded that car? Such an inefficient use of "resources".
