Loading video...
Video Failed to Load
Haaa Speed vane drama valembe ๐๐๐
24,238 views โข 9 months ago โขvia X (Twitter)
34 Comments

Haadi vane dzungu... Akangoona dzungu anoshama n'aye

Nekuti akaramba kudaira slogan here๐๐

Chorova mbanje chimfana ichi๐๐๐๐

Kupfuura crew rako here, riya reAhoi maCde

Because he didn't tap into your shit..miswai๐๐๐๐

Tirikunyara baba.... cool-off bro, he is only 20

Ko daira daira yayobvepi futi nhai mwana wamai

Manyariro andikuita ndikaona maVidios ana Magic naHatiperi .Ndiwo amukuitao here guys ?

Nothing beats your crew when it comes to drama๐

Kudarika renyu here nhai the best designer?

Looking for a comeback?

Karma yakakurova. Wakaswerera ChiefBen that day.

Imwi maida kumuudza zvokusona zvikabanga kabias

Haaa renyu rakanyanya.Maida kuyedza kudii paye?

Heโs real thatโs all

Chibaba ichi๐ ๐ ๐

Kopaye pamai imba dairai dairai maida ku prover chii? Tiriku svoda baba

Maifunga kuti ndozvamuchaitwa ka. Haa zvakaramba

Kodzungu rako

Speed is against slogans

Boys re skeezy iri ahh ๐ ๐

Madii mambodzikama bambo

The whole tym i was loving it. Till moment he opened the door i was lyk "ayyoo" ๐๐

Mukushaiswa hope nekamufana aka

The guy likes authenticity! 2 stripe Adidas people are not for him

Hesi Dairai daira

Kwete zvamanga makumuyitisa zvechimurenga in 2026 imagine ๐คฆ๐ฟโโ๏ธ

Dai akazviita kumbare aidzokera asina fon๐๐

Maiva vabigger wani vari kuzim muchimira mira pavari best designer in the country

๐น๐น๐น๐น what's goinyi oni

Anoda kumboitwa drug test. Energy yake kunge Maradona.

Muri zvipopi zve zanu

Ne drama rake akangokumisa

Vane dzungu ndovaasingade. Anosuka
