Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Haaa Vakomana regeraii 🙌🙌😅
35,528 Aufrufe • vor 1 Monat •via X (Twitter)
38 Kommentare

Ndozvinoita kana mukapinza vanhu mabasa ekuchengeta nyika negrade7 or boarder gezi certificate....

Kuchema ihasha 😂😂

😂😂😂haa vari kuma Mine shuwa

Haus kuda kusaina handiti🤣🤣🤣

@PraiseM61534 Isu tiri kutii Kirebhi kusaina iwewe wakuti Tirege Kusaina

That ku signer song 🔥😅

Hanzi ndirikukugumburai here 😂😂😂

Vakomana vasadaroo😅😅

muZim unofira kusaziva kodzero dzako

Chiganaz chipfupi icho chinochaya kkkk

Kkkkkkkkkkkkkkk hanzi kuchema ihasha ayas

@TynoBrendon Pane idzo dziripakati dzanga dzakutotamba nekunakidzwa nedziyo yavarikuimbiswa 😂😂😂

Regai ndivaShaurire 🤣

Gweja dzoka kumba iwee

Masoja anobatira 😂😂😂😂😂... hanzi aaaaaah kuchema ihasha

Usaimbe nebase usaimbe nebase

Zvimasoja zve Zanu.hona ako kene uniform ykatodambuka 😂😂😂

Do you have that one video of the ice cream guy singing the national anthem?

ndakayimbiswa kuma mine🤣🤣

Munhu arikurova umwe. Ane uniform yakamwauka .kuputika

Ukukujaidzwa chaiko

Hazvina hazxo kupera boo kkk

sa gweja haucheme ka

Kuchema i hasha

Yaaa ndokuti vangware panoitwa zvima rally vane vachipururudza

Munofa vakomana 🤣🤣

Criminals

🤣

Kuma mine ka uku😂

Hanzi “kuramba uku”

Hanz Nhasi tasangana

retro gweja nyumwa

Hondo yemagweja nemasoja haina kuzombobvira yapera bhoo, masoja akazongotangawo kutsvaga maminerals

haa kwa Chiyadzwa uku

Tarisa uniform ya officer kkk

It's only the barrel of the gun they rely on, otherwise people will retaliate

Hoyoooo😂😂😂😂

Eeeh
Ähnliche Videos
Sensitive content
Mk Minions 😅🤣😅😅😅🤣😅🤣😅🤣😅🤣😅😅😅🤣😅🤣😅🤣, ba re Lipipi tsa Mk Criminals li nyaaaneeeeee🤣🤣😂😂🤣😂🤣😂😂🤣😂🤣😂🤣😂🤣😂🤣🤣😂😂🤣😂🤣🙌🙌🙌🙌Iyoooo mk Minions ka pipi tse nnyaane tse Uncircumcised 🤣😅🤣😅😅🤣😅🤣😅🤣😅🙌🙌🙌🙌
Mandela Nkhaketla (Political Kasongo)
30,822 Aufrufe • vor 1 Jahr
