Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
📌📌📌 Handina Mashoko 📍💔😭
82,524 görüntüleme • 5 gün önce •via X (Twitter)
36 Yorum

Maitabasa mandi sunungura because ndiye munhu wandai fungidzira kuti ndiye wandaka rara naye 😂😂😂

Iku ndekwekutoenda nemàPotential father acho ese kwete one one

Shame kanga kanyara hanzi ndoowandakarara naye oga nonsense kkkk kanotoziya number dzemunhu akaveza pakutanga haa vakadzi sooo.

Vakadzi vanosaizer haikona

Vakadzi vano gambler nehupenyu hwevanhu ndati

Kwakangozara atinoti maWife Material pachirungu 😂😂😂😂

Vakadzi hatina zera navo

Ma1🤞🤞

zvagara ma DA ndeekuti mai vazive kuti baba vemwana ndiyani

😂dzafara wena

seems like ladies are now legalising chihure

Pfungwa dzinenge dzinombo enda kumafuro pana mai avo

Muchati joiner kuzvigure kkk

Kukwira nevanhu vakasiyana kusvikira pakusaziva kuti muridzi ndiyani

This gender kungoida hedu but haaa pane basa 😂

Smile ye the accused is contagious..

Smile of a liberated man

But amboti i only slept nemunhu 1 wani now she is saying only 2 vakadzi ifai

Haa boys vakadzi hatina zera navo

Why do I get the feeling that there will be another twist to this story- when Takawira's is tested --- just a lingering ........

Pasi parohwa nenyundo 🤣🤣🤣

Ama 2K

Vakagumira pa grade ani kuxul sis ava 😂😂😂

Muface arikusekeiko

At this moment It wont be a surprise if the second alleged father who was contacted is not the biological father too.

Tiri kunyara se vanhu , these women are most people overwhelming maintenance courts, men must legalised going to DNA

The guys smile is the smile of 2026

I'm still in the cloud neMan city, buh vakadzi ngavasaro

Fear Women!!!

Women are brutal!!! Dai varume taive heartless like women ummmmm so many things would be so different, ..... Women are ruthless!! Without DNA this guy will be enduring sleepless nights for years to come making sure his "family" is fed. Apa it's 0%

Which episode is this Sir

Haa zvonzwisa tsitsi

🤣🤣🤣🤣

Who is this Diva

Dorcas Rufugunodana ndozita rake chiii chinenge mashura nhaimi

Apa unenge wayarutsa makore hope dzisingabati uchitsvagira mwana asiri wako,better if u know early and do it willingly kwete izve zvekuitiswa.Ndinonzwira baba ava nemwana wacho tsitsi inga
