Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
๐๐๐ Handina Mashoko ๐๐๐ญ
88,242 Aufrufe โข vor 1 Monat โขvia X (Twitter)
36 Kommentare

Maitabasa mandi sunungura because ndiye munhu wandai fungidzira kuti ndiye wandaka rara naye ๐๐๐

Iku ndekwekutoenda nemร Potential father acho ese kwete one one

Shame kanga kanyara hanzi ndoowandakarara naye oga nonsense kkkk kanotoziya number dzemunhu akaveza pakutanga haa vakadzi sooo.

Vakadzi vanosaizer haikona

Vakadzi vano gambler nehupenyu hwevanhu ndati

Kwakangozara atinoti maWife Material pachirungu ๐๐๐๐

Vakadzi hatina zera navo

Ma1๐ค๐ค

zvagara ma DA ndeekuti mai vazive kuti baba vemwana ndiyani

๐dzafara wena

seems like ladies are now legalising chihure

Pfungwa dzinenge dzinombo enda kumafuro pana mai avo

Muchati joiner kuzvigure kkk

Kukwira nevanhu vakasiyana kusvikira pakusaziva kuti muridzi ndiyani

This gender kungoida hedu but haaa pane basa ๐

Smile ye the accused is contagious..

Smile of a liberated man

But amboti i only slept nemunhu 1 wani now she is saying only 2 vakadzi ifai

Haa boys vakadzi hatina zera navo

Why do I get the feeling that there will be another twist to this story- when Takawira's is tested --- just a lingering ........

Pasi parohwa nenyundo ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

Ama 2K

Vakagumira pa grade ani kuxul sis ava ๐๐๐

Muface arikusekeiko

At this moment It wont be a surprise if the second alleged father who was contacted is not the biological father too.

Tiri kunyara se vanhu , these women are most people overwhelming maintenance courts, men must legalised going to DNA

The guys smile is the smile of 2026

I'm still in the cloud neMan city, buh vakadzi ngavasaro

Fear Women!!!

Women are brutal!!! Dai varume taive heartless like women ummmmm so many things would be so different, ..... Women are ruthless!! Without DNA this guy will be enduring sleepless nights for years to come making sure his "family" is fed. Apa it's 0%

Which episode is this Sir

Haa zvonzwisa tsitsi

๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

Who is this Diva

Dorcas Rufugunodana ndozita rake chiii chinenge mashura nhaimi

Apa unenge wayarutsa makore hope dzisingabati uchitsvagira mwana asiri wako,better if u know early and do it willingly kwete izve zvekuitiswa.Ndinonzwira baba ava nemwana wacho tsitsi inga
รhnliche Videos
๐๐๐ Hakachadi kubuda mumusoro zvino ๐ญ๐ญ๐๐
Jay Jay
25,404 Aufrufe โข vor 9 Monaten
