่ทณ่ฟ‡ๅฏผ่ˆช
๐ŸŽŠ๐ŸŽ‰๐ŸŽโค๐ŸŽ‚...HAPPY BIRTHDAY MHOFU...
0:00 / 2:18

๐ŸŽŠ๐ŸŽ‰๐ŸŽโค๐ŸŽ‚...HAPPY BIRTHDAY MHOFU...

sir_wicknell.

@wicknellchivayo12ไธ‡ ไฝๅ…ณๆณจ่€…

ๅœจ X ไธŠๆŸฅ็œ‹
353 ไธช่ตžไธ‹่ฝฝๅŽŸๅธ–

99,512 ๆฌก่ง‚็œ‹

๐ŸŽŠ๐ŸŽ‰๐ŸŽโค๐ŸŽ‚...HAPPY BIRTHDAY MHOFU...

33 ๆก่ฏ„่ฎบ

่ฏ„่ฎบๆฅ่‡ช X (Twitter) ไธŠ็š„ๅŽŸๅธ–

  • C. H. MUKUNGUNUGWA ็š„ๅคดๅƒ

    @CMukungunugwa

    nhai shefu Mukuru WeMazuva Saka Mukapa munhu Mota .. Mutori ndiye Anenge atononoka Kaaa Kunotora Husangulangu Hwake because zvinenge zvatovapo Kare๐Ÿ˜‚ Hapana hee hee Havapo Unozodzoka Mangwana๐Ÿ˜‚๐Ÿ’ช๐Ÿพ๐Ÿ’ช๐ŸพHaaa Muri Mukuru Hamutaure zvekunyeba .. Zita Harifanire Kudzima๐Ÿ“ก iri

    13 ไธช่ตž

  • ๐‘๐ฎ๐ฌ๐ฌ๐ž๐ฅ ๐. ๐‚๐ก๐ข๐ญ๐ž๐ฉ๐จ ็š„ๅคดๅƒ

    @ChitepoOfficial

    "Zimbabweans have two daily prayers now: 'Good morning' and 'May Sir Wicknell notice my post." - Cde Russel Chitepo @ChitepoOfficial

    10 ไธช่ตž

  • BChibondo ็š„ๅคดๅƒ

    @BChibondo

    Zimbabweans we deserve better that this type of embarrassment. Come on guys. ๐Ÿšฎ๐Ÿšฎ๐Ÿšฎ you deserve better guys.

    7 ไธช่ตž

  • Mabuya ็š„ๅคดๅƒ

    @nsindamanzi01

    Where's this money coming from?๐Ÿคทโ€โ™‚๏ธ One day you will kpai! In jail๐Ÿšฎ๐Ÿšฎ

    6 ไธช่ตž

  • BOSS KIM ็š„ๅคดๅƒ

    @bosskimhucci

    Promise + Day = Action Mukuru wema Days

    5 ไธช่ตž

  • Snowball Tongogara ็š„ๅคดๅƒ

    @snowballOfficia

    @Mutsvangwa4 Mukuru WeMazuva

    4 ไธช่ตž

  • Cadre Shangri-la ็š„ๅคดๅƒ

    @CadreShangrila

    Bvriiiii ๐Ÿ”ฅ

    4 ไธช่ตž

  • ๐‘๐ฎ๐ฌ๐ฌ๐ž๐ฅ ๐. ๐‚๐ก๐ข๐ญ๐ž๐ฉ๐จ ็š„ๅคดๅƒ

    @ChitepoOfficial

    Ndikunzwei muchiti muZimbabwe hamuna mari. Ita hauna mari pachako. Usapinze vanwe vanhu. Mukuru waMazuva hats off!.

    3 ไธช่ตž

  • PE ็š„ๅคดๅƒ

    @PE37300459

    URIMBOKO IWE

    2 ไธช่ตž

  • Kudakwashe R. Mupfumi ็š„ๅคดๅƒ

    @MupfumiRegiment

    I will keep on celebrating with others till our time arrives , you've changed a lot of people's lives may God enlarge you sir ๐ŸŽ‰

    2 ไธช่ตž

  • Shamase IH ็š„ๅคดๅƒ

    @ShamaseI80733

    Sir Wicknell hataure zvekunyeba ๐Ÿ™

    2 ไธช่ตž

  • BABA VENYIKA (GK) ็š„ๅคดๅƒ

    @Thomasmako46922

    Ichooo ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

    2 ไธช่ตž

  • Gachange ็š„ๅคดๅƒ

    @TinotendaGacha1

    Izvi zvinovengwa nemuroyi chete @wicknellchivayo

    2 ไธช่ตž

  • Big deal๐Ÿ’ฏโœŒ๏ธ ็š„ๅคดๅƒ

    @TafadzwaMandov2

    Panzi Mhofu ndatoti pamwe ndi Freeman ayitaurwa

    2 ไธช่ตž

  • VISION 2030๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ็š„ๅคดๅƒ

    @theZANUPF

    Mhofela wasanganiswa ne Sapatina yavo

    1 ไธช่ตž

  • Jay ็š„ๅคดๅƒ

    @Joealbert89

    If you check comment section unonzwa tsitsi pple are busy trying to be visible kuti ndipuwawo, but for them to know the root of their poverty and to deal with that cause havazvioni. Zvigananda zvirikukupai mafufu

    1 ไธช่ตž

  • Sir Morata (thulani) ็š„ๅคดๅƒ

    @Thulani12609813

    ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ๐Ÿ”ฅ

    1 ไธช่ตž

  • Liviekayzie^โ™ˆ๏ธ ็š„ๅคดๅƒ

    @LKatsava

    ๐Ÿ™๐Ÿผ๐Ÿ™๐Ÿผ๐Ÿ™๐Ÿผ

    1 ไธช่ตž

  • ๐‘๐ฎ๐ฌ๐ฌ๐ž๐ฅ ๐. ๐‚๐ก๐ข๐ญ๐ž๐ฉ๐จ ็š„ๅคดๅƒ

    @ChitepoOfficial

    Mukoma murimunhu Mukuru hamutaure zvekunyeba. Zvamataura munozadzisa. Makambonzwawo Zita rekuti Jah Prayzah mwana wekumusha paUzumba. Ndichasvika naye nemusi weChina. Izuva huru Bhavhadhe rake @jahprayzah pane ka$250,000USD kasina basa kakapihwa mumwe munhu sekunyaradzwa nekutengwa arambe achikonzeresa mhirizhonga. Imimi Makati mfana wenyu JP aite pocket money paBhavhadhe rake. Mukuru waMazuva @wicknellchivayo

    1 ไธช่ตž

  • Mr P.C ็š„ๅคดๅƒ

    @MrPc20

    It should be better to be taught how to catch fish than to be given a bucket of mackerels, right? However, it is better to be given that bucket than to have nothing at all, right?

    1 ไธช่ตž