ๆญฃๅจๅ ่ฝฝ่ง้ข...
่ง้ขๅ ่ฝฝๅคฑ่ดฅ
๐๐๐โค๐...HAPPY BIRTHDAY MHOFU...
97,277 ๆฌก่ง็ โข 3 ไธชๆๅ โขvia X (Twitter)
33 ๆก่ฏ่ฎบ

nhai shefu Mukuru WeMazuva Saka Mukapa munhu Mota .. Mutori ndiye Anenge atononoka Kaaa Kunotora Husangulangu Hwake because zvinenge zvatovapo Kare๐ Hapana hee hee Havapo Unozodzoka Mangwana๐๐ช๐พ๐ช๐พHaaa Muri Mukuru Hamutaure zvekunyeba .. Zita Harifanire Kudzima๐ก iri

"Zimbabweans have two daily prayers now: 'Good morning' and 'May Sir Wicknell notice my post." - Cde Russel Chitepo @ChitepoOfficial

Zimbabweans we deserve better that this type of embarrassment. Come on guys. ๐ฎ๐ฎ๐ฎ you deserve better guys.

Where's this money coming from?๐คทโโ๏ธ One day you will kpai! In jail๐ฎ๐ฎ

Promise + Day = Action Mukuru wema Days

@Mutsvangwa4 Mukuru WeMazuva

Bvriiiii ๐ฅ

Ndikunzwei muchiti muZimbabwe hamuna mari. Ita hauna mari pachako. Usapinze vanwe vanhu. Mukuru waMazuva hats off!.

URIMBOKO IWE

I will keep on celebrating with others till our time arrives , you've changed a lot of people's lives may God enlarge you sir ๐

Sir Wicknell hataure zvekunyeba ๐

Ichooo ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ

Izvi zvinovengwa nemuroyi chete @wicknellchivayo

Panzi Mhofu ndatoti pamwe ndi Freeman ayitaurwa

Mhofela wasanganiswa ne Sapatina yavo

If you check comment section unonzwa tsitsi pple are busy trying to be visible kuti ndipuwawo, but for them to know the root of their poverty and to deal with that cause havazvioni. Zvigananda zvirikukupai mafufu

๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ

๐๐ผ๐๐ผ๐๐ผ

Mukoma murimunhu Mukuru hamutaure zvekunyeba. Zvamataura munozadzisa. Makambonzwawo Zita rekuti Jah Prayzah mwana wekumusha paUzumba. Ndichasvika naye nemusi weChina. Izuva huru Bhavhadhe rake @jahprayzah pane ka$250,000USD kasina basa kakapihwa mumwe munhu sekunyaradzwa nekutengwa arambe achikonzeresa mhirizhonga. Imimi Makati mfana wenyu JP aite pocket money paBhavhadhe rake. Mukuru waMazuva @wicknellchivayo

It should be better to be taught how to catch fish than to be given a bucket of mackerels, right? However, it is better to be given that bucket than to have nothing at all, right?

Player number 304 eliminated .. Let the SQUID GAME continue... Hapana chitsva pasi pezuva . But if not , be it known unto thee, O kamambo kemazuva ,(kune zvireshe zvemuZimbabwe yakatukwa) that we will not serve thy gods ,nor worship Zanu , cars, illicit money nor worship the money laundry device which thou hast set up . "Mene mene tekel upharsim"

Thank you. This has been made worthwile taken to the people of Gutu. God bless you @wicknellchivayo and mhofu

The Curse

Who is that? The guy who had been given the car?

This is a nice car

3 days ago I dreamt having a conversation with Wicknell . Before he left he gave me a yellow hat & a tranche coat used by workmen for felling of trees. On his way out to his white Rolls-Royce he meet Urbert Angel &give him a brown envelope. I reject it in Jesus name!!!

Ini nyangwe ine body filler ndinotenda hangu, even yakarovera ndinoda

Ichi ndochamvari sir bata ipapo famba famba famba

Handina chekushora ini mukuru wemazuva as a member of youth league under Masvingo province

Nhai dhafela ko freeman wakamupirei mota yakaneta nekusukwa๐๐๐. Ingomupawo Kaaa yakaiswa maballoon Chativa chi boss Kim๐

Mukuru Wemazuva

Sir ndikuitawo zvekuchengeta vana Mara Neh nana Vele ava vasina pekugara for now so your help will be greatly appreciated, hupfu,cooking oil ,sugar ,Chingwa nema blankets chando.Number dzekubatsira 0789596612 shoma iyoyo vanhu vorarama

Wise words Chief Whip. Thank you Mukoma Chirandu cheGono ๐๐พ
็ธๅ ณ่ง้ข
N o yin ara mi HAPPY BIRTHDAY TO ME ๐๐๐๐โค๏ธ
Lekan Olaleye
24,902 ๆฌก่ง็ โข 1 ๅนดๅ
