Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Hear ๐ Hear!! Siyanai naye Genroll!!
39,099 Aufrufe โข vor 5 Tagen โขvia X (Twitter)
15 Kommentare

I remember when the General was on death bed,a certain prophet said "the one whom you wish to come back from China in a casket isn't going to die,infact there is still a bigger role for him to play to bring Zimbabwe to a real republic" Now the words are manifesting into reality.

Kuti gaga mashoko echenjedzo vane nzeve ngavanzwe,nhinhi dzichabongomora mhere,hazvidi ruzha asikutaira nehunyoro

One munhu wechurch asingade zvigananda uyu apedza navoooo

There is a reason why General is still alive, and being humiliated is not one of them. Zvine chirevo

๐

The 2017 Coup against Mugabe was a bad one. It brought nothing to the citizens. Nothing. Nothing at all.

Ndikutoshaya why people think the man is now different because they like his wife, makudo ndemamwe aya, vanenge vasiri kungobvumirana ikoko but it doesn't mean they have Zim people at heart, varikutodawo mukana wekutonga chete

Uyu muteeresei. Haasi wenhema.

Ngawasiyane na General harisi tsotsi

Asi genrol na angel na munangagwa they learnt the same skills

Soon and very soon

Haisi hwai General

Vakatangirwa nedare

Mumwe anobverenyurwa vakomana

SIYANAYI NAYE CHIWENGA MUNUMUVENGERAI
รhnliche Videos
Sensitive content
Bhareta & Mabhingo 4 Mukanya โฅ๏ธ๐๐ฝ Siyanai naye Mukanya Mapfumo, makafoyira mega !!
LynneM ๐๐๐
46,967 Aufrufe โข vor 3 Monaten
