Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Holy Ten emotionally breaks down on Instagram Live
45,429 просмотров • 7 месяцев назад •via X (Twitter)
Комментарии: 34

When you have never been there, you think vanhu vanozviitisa.

Hakuna chinorwadza sekunyarara kuchiziva chokwadi,, pamusoro pacho wobva wanzi ukangotaura tokunyuudza

Mutoriro here idombo here iguka here (in Biti's voice) 😂😂😂😂

Not just this live But for a long while This kid needs help

Ndezvake uyu

Early age fame inoda anogona kuimanager, akaita mbiri ari pa age yekuti anenge achinzi akura but ari mwana mudiki around 21 years. If you're bellow 18 vabereki vanoku moniter, above 30 unenge wa mature but age iyo 18-30, vanopedzisira varasika nekuita zvema drugs mostly.

Problem yamakaita makada kuzviita king musina crown 😬😬so musoro unorema unopfeka crown

This bruh isn’t living the life he planned , he’s going through it rn. Marry the right women in this life.

I never trust anyone who cries In front of the camera never

There z nothing to laugh at here, jus man pouring out himself 🫴🏾

Some cries for help are never obvious.

Dzimwe nguva Shadhaya is right

Hapana chinorwadza sekukwirirwa mukadzi team,

This nigga is always shooting skits and pple always bite the bait

Rorai maVirgin aomana, mukuona kaa

@GlenDhliwayo our song bro 🔥

Mukupa mukoma maDrugs api vanhu imimi ? Musadaro boys

Life is crazy mumwe ariku chema coz of the weight and burden of fame and money and family. Somewhere else out there, mumwe arikuchema kuti awane fame, money and/or a family

Vakadzi takashinga

People dont understand kuti mari haisi bhoo😂😂..unogona kurohwa nedepression maone

Wanza bepa pamwe ungaita kwaye

Wait till someone makes a beat using that ndinoradziwa part😂😂

Kim ngaasadaro. Fear women.

Now ndopaava kuchida help kwete mafunnies ekutanga aya

The wife busy outchea signing deals like everything is normal, munhu aripa ma1 uyo

Ibotso

Mukomana ari depressed, panotoda Jesu.

We dont care get him off our screens rn eew

I bet Kim was sitting there applauding him. Achiti yes nyatso finyama they will believe it.

Whatever he is going through I wish him strength,peace & healing 💪 The world needs more love,never laugh at another man when he is down.

Atanga zvekare

It’s the background music for me😆

Let me reserve my coment 🤐

Seqalile futhi didn't take long
