Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
I know this time was coming 😂😂😂
59,913 просмотров • 27 дней назад •via X (Twitter)
Комментарии: 47

Saka hama dzemurume uyu dzikutomurega akadaro??

Kuchurch kwake koenda vanhu mdra 😂😂😂

My crush has spoken

😂😂😂 ahh

😹😹😹😹😹😹church yamadungwe itori nevanhu here?

Vanenge variko 😂😂

😹😹😹😹😹

Uyu atorinani cz we know he's just clowning around. Kwete murefu uye

At the end of the day all these guys vakafanana😂😂

I need this type of confidence in life maybe zvinhu zvangu zvingafamba

I love he has embraced his mental illness

Kuchipatara zvakanzii

😂😂😂uyu haapikiswe

Substance abuse has reached another level

I now get it why vachiti dzosungisa 😂😂😂

Do we still have a space at Ingutsheni?

Zim as a whole we need time to visit there

Idzi dzichsnotsva horaiti😹😹

What if kana dzichirevesa 😂

Imagine dieing and meeting this guy in heaven for real🤣🤣

😂😂😂 then we are all cooked

Batai murove

Anotyisa kurova what if achirevesa 😂😂

@TheMuvezwa mukuru vapihwa automatic 😂😂😂

kanopenga kmfac3 aka...tanzwa nemaGhost evanhu vanofira panzira..

But guys, what if achitoona?. Ko kana achitoona ana Mozisi?.🤣🤣

I knew it 🤭🤭🤭😂😂😂...Hon Madungwe vanorwara 🤭😄😄

I blame those who go to his church

😂😂😂👍🏾

Heavenly updates 😂😂😂😂

Handiti akati "Automatc heaven entry" is guaranteed anomupa mota then akapihwa Aqua😂😂

The day we are going to have a normal president for our nation Zimbabwe we should ban all these ritualist,.

Mabasa haapinzise munhu denga

🚮

hakuna munhu akadai

Royal mint please

Nonsense like always

Chivindi chemurume uyu chongoda kuitwa point in the right direction. Wasted impetus apa

Nxaaaa

Bvaapa commander anomira pagedhi here?

Prophetless pastor, with meaningless prophecy to a headless person😭💀

Aribho here munhu uyo?

Heavenly updates😂😂😂😂

Hevheni kucharohwa munhu

Dzosai mota dzamakalpihwa. Ndedze state. Ma Aqua ku police ma Raptor and Gd6 ku zvipatara for ambulances

Fabrizio Romano weku heaven wena😭

Hoo 😆
