正在加载视频...
视频加载失败
I think Holyten anopenga
14,596 次观看 • 17 天前 •via X (Twitter)
24 条评论

No lies though, he might be a pastor but he's human 😂

Nekuti aitaura chokwadi

Ngatipe proof

Hant akazorohwa hre

pakavhurwa LARGE

Yeah

I think he was telling the truth 🤔

And haana kuita lawsuit yacho wena

Wasn't this an old video before abhabhatidzwa?

Yes

😂😂hanzi ndoombombwe the mhombwe part is deep...very deep kupfuura the ordinary mhombwe

Speaker of the Truth

Haapenge akataura chokwadi

😁😁😁😁😁😁😁imagine Holy Ten achiziya zvakadai what about God 😭😭😭😭😭😭😭😭Mwari tinzwirei tsitsi tinokutadzirai misi yose

😂😂😂

Lawsuit yakasiiwa

Zvikazodii 😏

Madrugs

Chokwadi chemahara

Haapenge munhu iyeyu

You can must keep on reminding us of kupenga kwake by reposting this particular video quarterly 😁😉

Akaripa Mujaya Chimuregai chokwadi makuchiziva wani Aikaka 😎🤣

Chokwadi kupenga. Manyepo ndiko kukwana

STOP RENTING..STARTING OWNING‼️ Join our Channel....+263784957999

