正在加载视频...
视频加载失败
Is everything okay with Seh Calaz?🤔
11 条评论

Uyauya wekuuya akapfeka bhutsu ye pink 🎶 Anga ajaira kutuka Winky 🎶

Didn't you see Chiitan's precious bell?

Asi akasanganisa mapiritsi neguka kani

Saka apa arikutaura nani? Mdara upi waarikutaura naye iye achizvi recorder ega?

Good music markets itself, not ma promoter, some musicians were censored by Govt but their music was selling like hot cakes. Someone should check if he is taking the right pills.

Unenge waonekwa kuti tikakudeedza hapana mari yawari but wakadeedza winky wanofa nemari

This is pure jealousy, shame

Kana wakambonzwa tsumo ye kuty chinoda kufa chinovingira ndozvareva izvi

This guy needs rehab,honestly he is depressed...health wise,work wise,and family wise not in good shape my view of course !

Eeemmmm akuita kunge defaulter

Mmmm yah kupona nepaburi retsono ka kwakaita mface uyu achinja haaa sorry calala gafa ma1

