正在加载视频...
视频加载失败
It will end in tears 😭 😭😭😭😭😭
13,832 次观看 • 3 个月前 •via X (Twitter)
36 条评论

Hameno kuti kukaurisa here kana kuti kufara asi handione zvichipera mushe

Kana kangoma koririsa kanenge kave kuda kutsemuka!

Army haisi Salvation Army...

True 🤣

Chinofarisa chigubhu cheMAZOE ichi!

Yeah kupera power ndokuziva.Saka Zimbabwe belongs to these goons and their 1000.supporters 🤔

We have seen this before!

A time is coming when these videos will haunt this fool. Let them think they have won, but vachamhanya!

Uyu let him celebrate. He has some tangible benefits. Vamwe vese kungokuzawo nhamo ichivasvuura

Kana kangoma koririsa kakuda kuita sei ? Pedzisai

Kutsemuka 🤣🤣

KuMwashuka

Musi uchabatwa mbavha idzi ,I think zvinge zviri fair kuti isu vana Jack and Jill totenderwewo kunoita instant Justice to such foolish people like Wicknell ,Kuda and Emmerson.Mbavha iyi inenge ichifanirwa kusvasvangwa Zidumbu iroro using Shamhu ine munyu kkkk

Dark day for Zim….im gona be the one to make this crazy guy kneel down in tears…

Regai vaite vakanzi vachararama nekusingaperi ka ava vesimbi

Jealousy will kill you

“Whom the gods want to destroy….”

UMVUKELA 4 IS COMING SESIKHATHELE NGAMASIMBA LAWA

Tsitsitsi

Kuti kudaro here??we have been threatening these people for far too long without action.,a law has been signed..tichaita sei?

Benzi

Anofanirwa kuita collabo na prophet T Fred

It’s overdue

How

Haaa chafara chigananda kkkkk...Chochinyatsoba zvisina anochimisa manje

Ko nangananga nemunhu arikuzvifarira hake. 2030 is half past in the bag for ED, only naive individuals can't comprehend this

@noto2030 STOP RENTING..STARTING OWNING‼️ Join our Channel....Mr Mukanya +263784957999

Makatangirwa nedare akomana, 2030 ndeya Emmerson iyi

Nonsense mhani. Shiri yakangozofa wani.

Very soon

Do other billionaires behave this way?

Icarcus dzopenga idzo hadzina kunzwa mukuru wemazuva achitaura kuti Razaro otonhuwa

@MONOMUKUNDU can you work your magic bro 😎

Kkkkkk mukomana akuitiswa mari na ED I totally get him

You hope it does.

Is this a man 🤣😂😂
相关视频
Sensitive content
I’m in tears 😭😭😭😭😭
OG LOC🇨🇩
896,946 次观看 • 24 天前
