Jnr Spragga is him 🔥🔥✝️
@eng_lui_tme13K followers
22,080 views
35 Comments
Comments from the original post on X (Twitter)

@NelsonPanashe
Aniko anenge achingodzi vaudze...tiudze wega
42 likes

@boghoman
I want to be honest here . Not hating but there is too much repetition of same words in each line . Every freestyle song kana sauro anotsamwa ariko kudenga. The reason paya taiti in zimbabwe artists need song writers
25 likes

@TinmatieTimbex
Sometimes pa X pane information iri misleading. Vanhu vanopisa pa X sometimes havapise in real life. Even vanhu vacho vanema accounts anopisa
12 likes

@eng_lui_tme
😂😂😂what's your point bro ?

@TinmatieTimbex
🤣🤣 maybe ndazvitaura pa wrong post but you know kuti everytime pano postwa Ronaldo achinzi anogona unobva wafunga about Messi. Apa ndangomhanyira kufunga Zvinoitwa Hulungende on this platform but Ari King pa ground
2 likes

@meeendyouuuuuu
Vaudze aniko😂😂
7 likes

@yfn_muccie
Mukambo unozvidira mvura izvi
6 likes

@floydjedzarh
Ndoisa vn nepapi
4 likes

@Jfingazz
Haiwawo
4 likes

@floydjedzarh
Saka zvikutonqkidza?
4 likes

@TinoeAngel
Chiiko newe nhaiwe chiiko ichochi chauri kukuza?? Hausi kuona wega pakubhaizika??
4 likes

@LovejoyMangwana
Hapan zvaitwa apa zvii izvozvi
4 likes

@taduk011
Is the Nigga Sorber coz what the helly is this .
3 likes

@Goch263
Apera
2 likes

@meeendyouuuuuu
His circle ikumukanganisa varikumukuza
2 likes

@conscious_101_
Kupera kupera kupera...😭
2 likes

@ChogaTimmy
Moda Freeman na Killer T vaite mahumbwe iwaya. Haa nonsense mhani.
1 like

@TheTopBoyy
Pachii apa
1 like

@riillaforreal
haaaaaaaaaaaa no😅
1 like

@james_n94
😂😂
1 like














