Loading video...
Video Failed to Load
Ko vana simba murikuita sei kukwekwe uko .
16,101 views • 1 month ago •via X (Twitter)
23 Comments

Simba vai Simbisa Brand 🙌🏾

Kkk kusimbisa chaiko

Haaa simbilimbi ma1

Simba akavhura machiken inn ipapo ipapo

Aigodii Simba aka tarisa iyo chocolate ine smairi yakadai kkkkk😂😂.

Kkkk mukomana akaona opportunity akatopa babe basa in advance

hazvidi kunonokera 😂 akabata basa guru

@matigary

Simba isimbisa brand

Yes mukomana akasimbisa

simba chibaba chakabva chatanga nepakuru

Simba vakati ndokupa basa kkkk

Haachatotsiruke Simbilimbi

Simbisa Brand zve 🤣🤣🤣

Simbilimbi to the we we 😂🤣🤣🤣🤣

Simbilimbi Simbisa Simbiso

Kkk musashoora Simba chete ko ari kutaura wacho

Rume risinga nyepe harirore

Kkkk haa shuwa simbo vakati ndini simbisa brands wacho

ghetto yut pick up line😂

Geto yut rakatoona mukana ipapo ipapo

@HozoS

@xviddl
