Loading video...
Video Failed to Load
Ku Cup Clash kuchapisa😂😂😂🔥🔥
49,450 views • 2 years ago •via X (Twitter)
10 Comments

TOᑎ ᖇᗩᖴᖴ2 years ago
Blot: Ini ndinoimba iwewe unotaura Ngwere: Saka iwewe izvezvi ukuitasei?. Blot: ndiri kutaura 😂😂😂😂

uncleG2 years ago
Izvi teererai mega ndozvimwe zvirikuwedzera mapotholes muroad izvi

Tinashe.L .We CITY2 years ago
But apa ngwere yakaremerwa hayo... ukawona usasape mumwe mukana Haa ma 1 😂😂... khonangale vanga vango eazer havo

Bruce Tafadzwa2 years ago
Ndoisa Mari yangu yese ye Rent pana Blot...Ngwere inopedzerwa apo Grenade rinoparadza!

Royal Son_of Rusape2 years ago
Ngwere inorira hayoo pafair😅😅😅, blot wacho arikutoda

Mapa2 years ago
Blot zvaakutoisa mic mukanwa

🦍ZIGONDORA_ABX2 years ago
Chimusambo ndeche zhowezhowe ichi😂😂

D.E.S.I.R.E👈🏽🇿🇼2 years ago
Inini ndichangoterera Madedido chete

Zita_Ndi_Chaza2 years ago
Gumba kumba ra ready here 🤣🤣🤣 mwana wese ku rehab

Godfrey Mbedzi 🇿🇼2 years ago
Ini ndoimba iwe unotaura,,,, That was a slap inodarika mashoko ese ari kungotaurwa naSilent
