Loading video...
Video Failed to Load
Learn to take hits and throw punches.🥊🥊🥊
124,342 views • 2 years ago •via X (Twitter)
10 Comments

😂cauze hapachade soft people apa pakutoda zveginde

Aaaaa honorable 🔥🔥🔥🙌ini hangu munotondimamisa pafair 😹😹😹🤞

Fadzie vs Rinda..round one 🔔🤣🤣🤣 Kufara zvangu...

Uchanzwa police yakuuya ichiti Fadzie wants violence

Spokes munenge muri pa main news dza 8pm nhasi Rueben achiti the CCC are uping the ante in their preparation for war and their training is being sponsored by USA. Vana ve Zimbabwe vobva vanzi watch them training Vooneswa this video😂 @drDendere , @_MakdShelby ,@drjaytee87 ,

@dereckgoto unorohwa zidumbu rikaputika apa @KMutisi unopesaniswa shaya @TafadzwaMugwadi unorohwa hutsi hwefodya hukabuda nemuzheve. Chete hatizi hedu vanhu ve violence

Spokes 🔥🔥🔥🔥🔥🔥

Mmmmm mm MP bhoo here ma punch and kicks ayo haaa Parliament ichanakidza iyi kkkkkkk

Ndaona marova munhu muParly

@TafadzwaMugwadi hokoyo

