Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Level ripi iri😂😂🙌🏾
19,013 Aufrufe • vor 2 Monaten •via X (Twitter)
45 Kommentare

Hakuna hustling boyfriend inowana nguva yekuita mix, nditwo two twuvafana twepa bridge utwu

Usadaro kani😂😂

Voice note iri has better transition and song selection better that half of the DJs pane imwe radio station imwe sooo

Usadaro😂😂

The fact yekuti you thought of a certain radio station then it means ukuziva munyati wacho😂😂😂

😂😂🙌🏾 chimira

Handisi serious bf ndazviona am lacking 😭😭😭

Do something man😂

Ndokupedza zve uku 😹🙌🏽

Aaargh no mhani😂🙌🏾

Haungazvidi hako😹😹

Ko makuita sei 😂😂😂

Ehh 😅

Type ye heartbreak inobuda apa hatina zera nayo😂🙌🏾

Anoita ma motivational speakers

Hahaha apedza hake mukomana

Mix reipapo😂

😂😂😂

Unenge wadanana na DJ😂😂😂

Hahaha levels

😂😂😂

Ndapererwa boyz

😂😂 vanhu vari kudanana kani

😂😂😂😂

Haa kana levels haana zera naro level iri

Pabatwa mangoma apo

Haaende kana kuhustle tsaga uyo hatitotaure zvebasa

Peek unemployment behaviour.

Ndosaka muchizozviuraya😂😂

Paita mangoma apo😂😂

😂😂😂

Unenge uchidanana, na Probeats😂😂

😂😂🙌🏾 pachibatwa mangoma😂🙌🏾

😂😂😂ndozvamenge muchida ticompeter nazvo izvi

Oooh yes😂

Akadyiswa uyu imagine I have to go to work ndomboita mix🤣🤣

😂😂😂😂😂😂

Zvodadisa getrumen 🙏

😅😂

Wakanorambwa if u try this at home…

Aaah 😂

Which app was he using

Pakuda kutoita chibaba chemangoma 😂🙌🏾

Ilevel revanhu vasingaende kubasa😂 still cool tho

It’s cool for real😂😂
