Macheso with another trendy hairstyle
@HMetro_333K followers
21,949 views
16 Comments
Comments from the original post on X (Twitter)

@SirMartin06
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Skiri remumapurazi haripere kunyangwe akabudamo
4 likes

@SimukaiMazheve
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge ko zvavatongova Shero bedzi ?
2 likes

@RangaNaiti
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Ngaamiswe 🙈
1 like

@ganjaweed82
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Women are challenging us let's do opposite now let's put on dresses and high heels and skirts 😂😂😂😂 Famba baba Shero so long usina Baro at 57 years mudhara..
1 like

@dbhariri
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Hurumende ngaipindire pama hairstyles apo
1 like

@GChivandaidze
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Zvinganzi Rehab ipi munhu ari fit, strong and sober hake uyu,,,,kushereketa chete ndokusaka kasingachemberi kamudhara aka,,,,verehab vave ne 100 yrs at 25,,hamusikuvaona chero kusimudza gumbo haakwanise....

@ChenjeParas6
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge nice

@Sunny2019bee
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Pple are loosing everything

@Lenso30
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Zvikaitwa naBaba Shero kana amwe maZimba zvaipa. Asi zvikaitwa nema Americans hanzi they are trendy. Self hate nothing more

@Chii57733777145
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Musoro wacho should go with the dressing ndaseka hangu

@MrMupa
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Bho here Etra Bhasso?

@Property_bae
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge This guy is completely unaware that he is a celebrity

@samantha_rurue
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge @MosesTGwese

@rhemanic
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge RKelly weku Temu

@codza22
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge #tag murume wese sababa Shero mirai muone one week later muma streets

@AakurrVladimir
@Chakariboy @larry_moyo @Mattmasinge Macheso siyanai naye
