Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Madzibaba explaining Meaning of WMC 777 via: JMC
39,051 просмотров • 5 дней назад •via X (Twitter)
Комментарии: 18

Jeso neMasowe imvura ne oyiri. Hazvi sangane. Wavo ndi Abhurahama na dhaikoro whoever that is

Amopengesa uyu,7 is the number of completion, meaning Wicknell thought himself a complete being, stop spawning nonsense

Old man lies

Wicknel aitoda kuti 666 but akaona zvine mutauro

Nonsense

Shallow

Uyu anonyepa mudhara uyu dai abvutirwa mic abva amiswa

Hapana zvatuhwa apa...

Trying so hard to lie

Anorwara uyu...

Pamwe pacho munopawo vanoziva kuparidza mic handiti apa hapana zvinozikanwa

Haiwawo zvima cult izvi.... nonsense

Zimbabwe yakaroyiwa. Shuwa varune vakutu kutobuda tsinga vachitaura nhema. Dude was nothing but a common thief

OK then

Nonsense!

This church soo. Mwari ngaawanze nyasha shuwa

cults

Yah pafair Wicknell ainakirwa nechipostori
