Загрузка видео...

Не удалось загрузить видео

На главную

Mari mari....

61,757 просмотров • 3 месяцев назад •via X (Twitter)

Комментарии: 34

Фото профиля Memory Chauke
Memory Chauke3 месяцев назад

Mukanya is right ✅️ 👌he is working....tagara tingoriwomagwara,CAB3 yakangosainwa wani tiripo.

Фото профиля Solomon Harudzibwi
Solomon Harudzibwi3 месяцев назад

@The_Tax_Chief 🤣🤣🤣

Фото профиля EMMANUEL ANESU MAPAURA
EMMANUEL ANESU MAPAURA3 месяцев назад

Malawyer eopposition inga anomiririra vanhu vezanu wani siyai mudhara atore mari nebasa rake

Фото профиля F3t3
F3t33 месяцев назад

You might be anti -Zanu of but you know one million is one million 😂

Фото профиля PATENDERO@20_14
PATENDERO@20_143 месяцев назад

Guys siyai Mukanya vatore mari Kana ma Opposition leaders vakatora mari,why should Mukanya say NO? He is human after all PLUS HE WILL BE PAID FOR A SERVICE he will offer

Фото профиля Hasu - حسن
Hasu - حسن3 месяцев назад

Haa ma1 wena. Ndiani achamira nevana ve Zimbabwe? Life inenge firimu chairo kkkkk

Фото профиля 🇲 🇺 🇸 🇭 🇦 🇿 ✒️
🇲 🇺 🇸 🇭 🇦 🇿 ✒️3 месяцев назад

Kana akafa ngaafe atora mari. He dont have to please online people I wil attend his show

Фото профиля The Future President
The Future President3 месяцев назад

Giving up on your at 80 years needs to be studied at Havard University. Chii chakadaro? 🤣🤣🤣🤣🤣

Фото профиля 真蓝切尔西
真蓝切尔西3 месяцев назад

And the way Chivayo bragged about it, claiming baba vemarudzi doesn't settle for defeat!

Фото профиля SeniorCitizen
SeniorCitizen3 месяцев назад

Good song from the Legend 🔥🔥 on another note you guys failed Mukanya when he needed your support ,you did failed to raise even a mere 100us from that goFundme you did for his burned Domboshava house and you expect him to be loyal to you, unite us @wicknellchivayo

Фото профиля gunfightersreturn
gunfightersreturn3 месяцев назад

Economic realities, apa unenge usina retirement plan and old age is expensive. Its easy to judge when looking at an individual forgetting they have a family that depends on them

Фото профиля EVitality🎢
EVitality🎢3 месяцев назад

Dai akagara angotora mari yacho panekutanga ambotaura ngano dzatsuro nagudo pedzezvo wozongonotora. He is claiming it's work what what but chokwadi tochiziva. Vamwe vanoiti Mari, imali, chelete, etc inonaka ende inoparira

Фото профиля ZvauyaZva
ZvauyaZva3 месяцев назад

Ayimutadzisa kuita ma show muZimbababwe ndiani? He could have made money from concerts in his own country.

Фото профиля Beauty
Beauty3 месяцев назад

@GulazTigeretawa Tose tinoida asi inoenda kune maServices or goods kkkk.

Фото профиля Dr. Led By Thieves (ZINATHA)
Dr. Led By Thieves (ZINATHA)3 месяцев назад

😂🙌🎵🎶 mari mari, tinoida mari

Фото профиля Steve-K Gooner 4ever
Steve-K Gooner 4ever3 месяцев назад

Pidifori wayanda, tanga tichinyanya kuvhaira

Фото профиля Ndaba Ndabezitha
Ndaba Ndabezitha3 месяцев назад

Fallen heroes. He tried to stand but failed at the end.

Фото профиля Tae
Tae3 месяцев назад

inoparira inoparira,inopandusa marii Sugar Sugar akaimba

Фото профиля Nfanomkhulu
Nfanomkhulu3 месяцев назад

Irreparable reputational damage

Фото профиля Uncle Uselessness
Uncle Uselessness3 месяцев назад

Million in US dollars not a joke.. You're next.. Wena ke he might give you 100k

Фото профиля Eng Brian
Eng Brian3 месяцев назад

Musadaro mudhara wenyu vakomana

Фото профиля S Chinzara
S Chinzara3 месяцев назад

@silas_deya Lol 😂

Фото профиля zeem_one
zeem_one3 месяцев назад

Baba ZANU ichatonga nekusingaperi, CAB3 has turned into law with zero resistance from youth. This man’s music was meant to put us on the streets! It’s time young Zimbabweans took their own fight and stop expecting pensioners fight their fight. Let Sekuru retire in peace.

Фото профиля CHIWARA
CHIWARA3 месяцев назад

😂😂😂😂😂😂

Фото профиля Munembo we Zimbabwe
Munembo we Zimbabwe3 месяцев назад

@leesah_zimbo Chenjera uchauraiwa mukoma

Фото профиля Ngavaite Gutu
Ngavaite Gutu3 месяцев назад

Gutted 😭

Фото профиля herbert gomba
herbert gomba3 месяцев назад

@S_Harudzibwi Mafunga song ya chimbetu here mari mari mari iiii mari wakaipa

Фото профиля Hosia Mviringi
Hosia Mviringi3 месяцев назад

@GMugiyo Yamedza chirauro zvapera izvo.

Фото профиля TWANDA
TWANDA3 месяцев назад

Vanorambidza vanhu kupiwa mari wacho, havaburitsi kana cent. Dziripi mbinga dzacho dze opposition 😂😂😂😂

Фото профиля Ľĕñ
Ľĕñ3 месяцев назад

Tinoda mari🔊🔊🔊

Фото профиля Fidelis WekwaKamuriwo
Fidelis WekwaKamuriwo3 месяцев назад

💰 💰 musatambe vakomana 😆

Фото профиля Leesah
Leesah3 месяцев назад

@Gatsheni2019 Tora Mari jahmaan 🤣😂🤣😂🤣🤛🏾

Фото профиля Ras I Tah 2
Ras I Tah 23 месяцев назад

Shuwa munhu angarambe 1 million just to appease online cashvists. Hakuna zvakadaro. Fortune is knocking on door.

Фото профиля Joe Sima
Joe Sima3 месяцев назад

Iwe ko dzawakadya dzemarema nePachedu now nezve anti CAB3 uri kungodya. Iwe uri gororo. Mukanya muimbi.

Похожие видео