Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Me on the 29th of August .
68,770 görüntüleme • 1 ay önce •via X (Twitter)
39 Yorum

@antony_zhuang Pakuzouya neghetto rese ndopaita problem 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

@antony_zhuang Vanhu 14 chete ndovamakuti ghetto rese here amana? 😭

Ad mamagara munaro oro, because creativity iyi haisi yema 2mins

Haha kana ndatozvifungawo nhasi monaz kuma 9

Mogona mdhara and keep supporting each other nana Kandoro the comedy circle is too small to be beefing and we love the bond yamunayo

Ngaavhure uyo😂😂😂 Unplugged yave yekumba kwenyu

Ndechedu chinhu ichi

Aikaka ko mutori 15 ?😭😂😂

Ndasimbisa ghetto rese 😂

Chinhu chedu ichii ndavhure uyoo

Kandoro ngavasadaro ngaavhure kani 👌

🤣🤣 sando dzenyu vaMaritinyu Takura na Shona side by side same poster - haaaa mukomana arikurema hake @UnpluggedZim

@KingKandoro Reminds me on Mariia yaJnr Brown😂😂 “Yoooh Brezzy, hello”😂😂

@Brandon961004 Koo vanhu 14 bhoo here

Kandoro akutamba naChipaz naHatiperi

😂😂😂😂😂😂

Chinhu chedu

Huya ndikutengere hako ticket Nijo, Mukoma Sold out vanoganza

Aiwa masahwira anofanha kubhadhara ndokuto business riende mberi😅

@__Vigie ipapo unenge waudza 14 ma Ghetto Yut kuti haaa sinhi nderedu iri ma ticket haana basa😂 as long muneni topinda😂😂🙌🏾 then mosvika pa gate mamonya asiri kutoterera zvisina basa😂😂😂😂💀💀💀

How @dzarry_ finna be doing us at Commission events

Kuzouya nevanhu 14 🤣🤣🤣🤣

@TeeMyst Vanhu 14???😭😭

@TeeMyst Just a few homeboys

Kimberly Makumbe akutowanikwa pama poster haaa Mwari we Ghetto youths muhombe

@SoulDeepZim Zvivindi zvekuzouya nevanhu 14 munenge mambozvihodha kupiko😂

Ndewedu uyu😂😂😂

😂

Pindai pamamonya ipapo zvine basa rei

Unenge waudza mafia rako kuti king ndewangu manje

😂😂🙌

Tachigwinha chinhu ichi😎😂😂

Hanzi ndakabva naye kumadhaka 😂😂😂

@Gwenambira_Nate Vanhu 14 😂😂😂

"Chinhu chedu ichi"

Nijo Nijo 🙌🏾

😹😹mandiuraya, tinoiitwa kakawanda iyi

@KingKandoro Ahh 😂😂😂

Takabva tese kure gate ngarivhurwe😂



