Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Meanwhile………..👀🤷🏽
45,862 görüntüleme • 12 gün önce •via X (Twitter)
31 Yorum

Ndopaunoona kuti nyaya dzese dzake hadzisi dzenhema

this sept zim has been delivering hayo

🤣🤣🤣🤣🤣Haa ma church ayaya zvave zvimwe zvinhu church yave bhawa zvino

Watuona here tuvasikana turipamberi apo🤣.. ndosaka tuchimitiswa

Jr Spragga anogona kusangana nePaper 2

Church ❌🙅🏿♂️vibes ✅

Achiri kuendawo uku yatove mhosva yake

His people are faithful to him even zvikanzi he raped they don’t give a shit

Idzi ndodzidira kungoita zvadzo dzega ..bvunzai Passion 🤣🤣🤣..bhuru remusha

Who will save the people..

Vanodaro zvavo baba vachitsvaga muriwo wesadza

Kurambwa nemari

Mu Harare ukangogona kubhilivhisa vanhu unofa nemari ndati.

The jail bird moving freely....mungamuite sei?

Winky d arikumborirep

Robva ranobata chibharozvaro

Wtf?

@HozoS

Kwahi Prophet🤣🤣🤣Zimbos are idiots🤣🤣🤣

Chopedza

I always knew kuti these scammers will go off script in time. Papaists will say it's AI😭😭😭😭😂😂😂😂

🤣🤣🤣🤣

😭😭😭😂😂 Whyyy lol

Zimbava iri 😂😂 🚮

Ko vachiriko baba ava 🙌🏽🙌🏽🙌🏽

I dont see anything wrong apa, song is clear haina vulgar... saka imimi murikunzwa spragga muri va satan kaaa

idzi dzinorova Zambezi chete idzi😂😂

🔥🔥🔥watcha

Daka yarira zvomene

Kanyika Kano kane ma drama ega ega , ,.

There are no longer hiding it anymore
