ndimi munoda kudya ma burger e $1π€£π€£π€£ππππππππππππππππ
@PhiriTofara17K followers
170,237 views
37 Comments
Comments from the original post on X (Twitter)

@Onee501
Zvima germs zvese zvinotsva nemafuta, regai titenge burger re dollar π€π€
94 likes

@PhiriTofara
Zvisimbiseiπ€£
2 likes

@Onee501
ππππ

@cathychihera
chete kana usati wambotenderera mu food industry uchiona production ichiitwa you might think every food you consume inoitwa production muma high level of hygienic standards. Ukazotenderera kana sugar chaiyo hauzomboide kuiona ππ.
34 likes

@King_Georrge
ukanzwa burger iri richinhuwirira pa bata yepana robert mugabe apo, π π π₯π₯
25 likes

@munyamanyau1
That's how these things are mad kkkk it's just that zvaitwa public go to those fancy food outlets..pa door panenge pakanzi staff only kkkk kuti musaone zvinoitwa
21 likes

@mwanawevhumbune
Ava vatori nani manje pane zvimwe zvimarestaurant zvinonyepera kuva fancy. Utsvina pamusha
18 likes

@timiretimzzy2
Saka unofunga kuti ema $15 anogadzirwa sei? Better quality meat maybe but ndizvo zvaanongoitwa izvi
18 likes

@AshleyDubz8
Haa dai aiuraya tingadai takafa kare π€£π€£π€£π€£π€£tisiye
14 likes

@EL_Kayz263
Ndozvinoita atonake .same nema chips eku mupedzanhamoπππ€£.
11 likes

@tonnie_montana
Clearly hauzive zviri food industry
11 likes

@PhiriTofara
For AirBnB bookings in Mutare and Vumba contact 0785913375
10 likes

@Afrodeeziac263
The germs add that authentic flavor
8 likes

@BornfaceBandaa
Nyama iyi it's organic, that makes that burger the healthiest on planet
8 likes

@DesignerGuyZw
PickNPay Avondale burger clears most expensive restaurant burgers & it costs just a dollar
8 likes

@Jonatha51816422
Lol makamboshanda mu fancy restaurant here π. Zvakangofanana baba
7 likes

@Keithscimmi
Munotiuraya nenzara vakomana
5 likes

@Soko_Wacho
Burger ndere $1 mwana wamai
2 likes

@zimbocitizen
Vati kunaka ikoko here π€£π€£π€£
2 likes

@neptun0110
Mafuta anopisa more than 100Β° magerms ese anenge afa
2 likes
















