ๆญฃๅจๅ ่ฝฝ่ง้ข...
่ง้ขๅ ่ฝฝๅคฑ่ดฅ
ndimi munoda kudya ma burger e $1๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ
37 ๆก่ฏ่ฎบ

Zvima germs zvese zvinotsva nemafuta, regai titenge burger re dollar ๐คญ๐คญ

Zvisimbisei๐คฃ

๐๐๐๐

chete kana usati wambotenderera mu food industry uchiona production ichiitwa you might think every food you consume inoitwa production muma high level of hygienic standards. Ukazotenderera kana sugar chaiyo hauzomboide kuiona ๐๐.

ukanzwa burger iri richinhuwirira pa bata yepana robert mugabe apo, ๐ ๐ ๐ฅ๐ฅ

That's how these things are mad kkkk it's just that zvaitwa public go to those fancy food outlets..pa door panenge pakanzi staff only kkkk kuti musaone zvinoitwa

Ava vatori nani manje pane zvimwe zvimarestaurant zvinonyepera kuva fancy. Utsvina pamusha

Saka unofunga kuti ema $15 anogadzirwa sei? Better quality meat maybe but ndizvo zvaanongoitwa izvi

Haa dai aiuraya tingadai takafa kare ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃtisiye

Ndozvinoita atonake .same nema chips eku mupedzanhamo๐๐๐คฃ.

Clearly hauzive zviri food industry

For AirBnB bookings in Mutare and Vumba contact 0785913375

The germs add that authentic flavor

Nyama iyi it's organic, that makes that burger the healthiest on planet

PickNPay Avondale burger clears most expensive restaurant burgers & it costs just a dollar

Lol makamboshanda mu fancy restaurant here ๐. Zvakangofanana baba

Munotiuraya nenzara vakomana

Burger ndere $1 mwana wamai

Vati kunaka ikoko here ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

Mafuta anopisa more than 100ยฐ magerms ese anenge afa

Munakiro unenge uchiita burger iroro haaaa

Tsvina idzo

Even kwamun9enda kwacho kuri expensive expensive as long vasingaburitse a detailed video on how its made this is the same. So my advice is that you better shut yo fckn mouth shut.

Kutopenga kunotangira pakudya processed food, be it ndere $1 or $10.

If you have ever worked in a restaurant set up you will understand that this is way more hygienic than the way they handle food at your fav eating places!

Ndosaka achinaka๐

Keep going guys, we are proud customers

Hakuna burger re $1 angori mabhanzi ane mince๐๐๐๐๐

Wakamboona kuno kanyiwa chingwa here ๐๐๐

Rega tizvidhlire wena iwaya emadhora

@Ninetangie12 ๐คฃ

๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

Mudumbu urikubikwa apa ka

Takatobudisa tichiti tikugona basa apa taitomakisa๐คฃ

Chakangwa chatonaka๐ฅฒ

I thought ndians were worse but hai, nhunzi,tsvina,zvikubatwa nemaoko ombofura madzihwa kana kukwenya jende. Idyai mega masinhi aya boys

Ndozvakatirera izvozvo
