NDIRI BABA VE MARUDZI...๐๐๐
@wicknellchivayo121K followers
119,881 views
32 Comments
Comments from the original post on X (Twitter)

@finley_198
your blasphemy is on another level, unozviita Mwari apa ava kuzviita baba vemarudzi, the father of nations is Abraham be guided accordingly, dzikama
15 likes

@Gushaz28
Ipa mudzimai mwana iwe uite baba werudzi rwako. Kadora !!!!
8 likes

@dextertawona
One man of a kind thank you to the second republic under the leadership and able direction of His Excellency President Dr. ED Mnangagwa
4 likes

@ChiTravolta
Mwari pindirai, nyika yonamata zvifananidzo, zita renyu romhurwa tenzi wedenga. Ndimi mwari makavepo mazuva asati avapo, Makati Abrahama ndiye baba vemarudzi ose, honai nyika yave kurasika makatarisa
4 likes

@briansibas05
Baba vemarudzi ndiAbraham, mukuru wemazuva ndiMwari. Acts12:21-23 and Daniel4:30-33 both these man were rich and famous bt pride led to their downfall. Your philanthropic work is truly a marvel and commendable sir, Mr, madzibaba. Power intoxicates even those with good intentions
4 likes

@AMunhanga
Madzibaba @wicknellchivayo zvamurikuita izvi taingozviverenga mumabook ehistory kuti kwaiva naMansa Musa, Zimbabwe ๐ฟ๐ผ we are blessed to have you in our time, tine nhoorondo yekuudzawo vazukuru venyu (oral history).....muri mukuru zveshuwa kwete zvekunyepa๐ฅ
4 likes

@WSithole43050
Mwari ndiye mukuru Sir. Kunze kwake hakuna nechimwe chete chakaitwa. Cherechedzai kutanga kwazvo mugoona kuguma kwazvo. Anoti ndinomira ngamire akasimba kuti aregere kuwa.
3 likes

@ShamaseI80733
Muri Gungwa Risingapwi
2 likes

@SuperstarProMax
@dextertawona Nonsense. Haungaiti baba vechinhu chaudina kugadzira! Wakagadxira mazuva api? Being celebrated by desperate people means nothing! They may praise you, but, you are nothing
2 likes

@cdetnesonganozw
Abraham II . Muri kuisa mufaro mudzimba zhinji. Mufaro kwamuriii?
2 likes

@MedaGlen
you are simply a fat corrupt idiot playing front for heartless politicians. Stop hyping yourself
2 likes

@Shona_Royalty
Rudzi rwupi ukuswerera kusungana na Nonja over vana 2? imbwa zimbavha remunhu
2 likes

@CadreShangrila
Uyu kana imba he deserves. Onai kufara kwaanoita. No this is good.
2 likes

@HebertMuch39464
Nyika yese yazvitenda Baba....chero benzi rinozvionera. KWASARA KUMASERO MUKURU WEMAXUVA
2 likes

@PrincesssMedusa
@CMukungunugwa You are a CRIMINAL @wicknellchivayo
2 likes

@Tinoten53374277
@Armsdealerzw CHOKWADI
2 likes

@VaMaboreke
Baba wemarudzi kkkkkkkkkkk wakuzviyita Mwari manje
1 like

@The_Xplorer_Way
Mukuru wemazuva zvomborevei ko๐ค๐
1 like

@BhalistoN
Ndinokumbirawo Mota mkuru wangu , my Shona will sound funny chinondinetsa kkkkkk
1 like

@simontheRanger
HAPPY FATHERS DAY BABA VEMARUDZI
1 like











