Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
NDIRI BABA VE MARUDZI...🙏🙏🙏
119,276 görüntüleme • 3 ay önce •via X (Twitter)
32 Yorum

your blasphemy is on another level, unozviita Mwari apa ava kuzviita baba vemarudzi, the father of nations is Abraham be guided accordingly, dzikama

Ipa mudzimai mwana iwe uite baba werudzi rwako. Kadora !!!!

One man of a kind thank you to the second republic under the leadership and able direction of His Excellency President Dr. ED Mnangagwa

Mwari pindirai, nyika yonamata zvifananidzo, zita renyu romhurwa tenzi wedenga. Ndimi mwari makavepo mazuva asati avapo, Makati Abrahama ndiye baba vemarudzi ose, honai nyika yave kurasika makatarisa

Baba vemarudzi ndiAbraham, mukuru wemazuva ndiMwari. Acts12:21-23 and Daniel4:30-33 both these man were rich and famous bt pride led to their downfall. Your philanthropic work is truly a marvel and commendable sir, Mr, madzibaba. Power intoxicates even those with good intentions

Madzibaba @wicknellchivayo zvamurikuita izvi taingozviverenga mumabook ehistory kuti kwaiva naMansa Musa, Zimbabwe 🇿🇼 we are blessed to have you in our time, tine nhoorondo yekuudzawo vazukuru venyu (oral history).....muri mukuru zveshuwa kwete zvekunyepa💥

Mwari ndiye mukuru Sir. Kunze kwake hakuna nechimwe chete chakaitwa. Cherechedzai kutanga kwazvo mugoona kuguma kwazvo. Anoti ndinomira ngamire akasimba kuti aregere kuwa.

Muri Gungwa Risingapwi

@dextertawona Nonsense. Haungaiti baba vechinhu chaudina kugadzira! Wakagadxira mazuva api? Being celebrated by desperate people means nothing! They may praise you, but, you are nothing

Abraham II . Muri kuisa mufaro mudzimba zhinji. Mufaro kwamuriii?

you are simply a fat corrupt idiot playing front for heartless politicians. Stop hyping yourself

Rudzi rwupi ukuswerera kusungana na Nonja over vana 2? imbwa zimbavha remunhu

Uyu kana imba he deserves. Onai kufara kwaanoita. No this is good.

Nyika yese yazvitenda Baba....chero benzi rinozvionera. KWASARA KUMASERO MUKURU WEMAXUVA

@CMukungunugwa You are a CRIMINAL @wicknellchivayo

@Armsdealerzw CHOKWADI

Baba wemarudzi kkkkkkkkkkk wakuzviyita Mwari manje

Mukuru wemazuva zvomborevei ko🤔😂

Ndinokumbirawo Mota mkuru wangu , my Shona will sound funny chinondinetsa kkkkkk

HAPPY FATHERS DAY BABA VEMARUDZI

Father is a fighter, nourisher, protector, educator, promoter, and provider. Happy fathers Day, Mukuru Wemazuva May the Lord our God continue to give you bread to nourish us all.@wicknellchivayo ndine ka 20 USD chete kenyu .Mufadaye namadzimai Lulu .

Happy Fathers day mukuru wemazuva. Munopedza

Zvakanaka zvinovengwa nemuvengi chete!

Billionaire statements @sirwicknellchivayo

Baba vemarudzi when you are failing to impregnate that young wife of yours? Uri baba vezvana zvako zviviviri naSonja. Be humble and stop this blasphemy of yours!

Now kwasara in private what Rambo needs for diving. A good top notch kit of his choice 👌

Ko munotodawo kunzi Winky D?

Nyika yese yakaitwa BBL, the way everyone is twerking

Abhurahama ndiye baba vemarudzi imi muribaba John naAtara

Serious question: Why are you not in the Guinness Book of Records yet? Because at this point, what you're doing is way beyond ordinary. @wicknellchivayo

Makaona support yakaiswa neZim Ninja Academy. This is good

@Tinoten53374277 munogona imi ukaona anokuvengai anemhepo yambuya vakafa vasingadi chakaipa zvamuri kuita isu vanhu hatingagoni kukutendai asi mwari vari kumusoro kudenga ndivo vane muripo wenyu pakubata kwenyu ini rambai muchigona ndinopa kutenda kwamuri sir
Benzer Videolar
Sensitive content
dvd sai baba 🙏
,
64,308 görüntüleme • 9 ay önce
