Sensitive content
This media may contain sensitive content.
Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Ndokupera kwa Comic Elder uku😭😭😭😭😭
115,075 Aufrufe • vor 1 Jahr •via X (Twitter)
41 Kommentare

The moment we learn to decouple politics from our social and business lives, it is the moment we shall be liberated from this toxicity and toxic thinking.

Vazongo poster pic iri in 30 seconds ranga rane 15k likes

Vavhura hombe😂😂😂

The awards went to many other youths doing well kungoti people are focused on Comic

Jah prayzah haasi kupera wani

Not a fan of ED but nothing wrong with the lad getting recognition from him. The honour is on merit.

3 skits per day thanking Mukuru in Dj Tawaz's style... We will be there!!

Haapere wanna bet😅

😂toisa timeline yakakura sei?

Zviri gay kuva jealous😭😭

I noticed that comic elder was not comfortable being around mukuru,he was in a rush to walk away

Knew this was coming Typical Zimbo behavior

Ko aifakuipuwa naani award iyi kut asapere? Vanhu vosvika pakufa vasina kuwana recognition nekut there is a certain somebody akamirirwa kut zvinhu zvake zvitange zvaita then life yemunhu wese yozvotanga kuenderera mberi kuvha ipapo? Let's change our mindset guys,we can do better.

UriSatan

Paukuuya ku hell dakukupisa mbichana mbichana😂😂

🤣🤣🤣🤣🤣😂😂🤣🤣🤣

😂😂😂😂slow heat baba

Haa wapedza 😃

Pafair chaipo kunakidza vanhu uine nzara kune basa rei

Comic elder for ED pamberi.. Chokutadzisai kuita matalents enyu chii.. Don't be jealous mhani nxaa haisi mhosva kufadza vanhu zvekuti His Excellence vanofarawo just look at him vachisekeswa na Comic kkkkk I'm happy for Comic hangu

Kwidza Rate Card Comic, wozopera waita mari

zvatakambomuudza pa fake account yake iye😭😂ma jokes ake haanakidze

Akula ntwenjalo, this is only the beginning well done to him

Sha kana akapera ane double can anongoitengesa otanga boutique

Haaaa chinopera I data rako no comic elder , majaira kungoona munhu ane tarenda achitambura kwamuri zvitori normal

Anopera but ambodyawo

Mune degree rekurwadziwa

Musarwadziwe he has gained something of value..you just want him to do these jokes for peanuts 🥜

Lol rage bait, be happy for someone

Rega mupfanha apihwe uyo haa ini handitsigire mnangarwa but apa agonawo

matova ana mwari kaa

Ndiwo maperero awakaitawo here awa??,ndangoti ndibvunze sezvo kuchinzi muzivi wenzira yeparuware ndiye mafambi wayo,kana kt makabva nako kumhunga

uyuwo uyu ,pasi nekurwadziwa

Represent Zimbabwe straight from Murehwa

This guys is pure talent and this recognition will just make him work harder and stop this toxicity

We support him haapere uyu

The address joke was very good!

Handshake of death

Haiwawo Miswa

Siyayi mwana imi

Problem yenyu muri toxic. Maybe inhamo yakawandisa mupfungwa. Iwe usingaperi chii chaunacho
