正在加载视频...
视频加载失败
Never ever try this kuMa Mine, you will find yourself six feet under pushing daisies ⚰️⚰️⚰️🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
49,285 次观看 • 10 天前 •via X (Twitter)
27 条评论

Ku chiadzwa waipiwa surf wonwa, kana wanonoka kuchaya waidhedhwa

Seriously 😔🥺

Kumamine unofa

... kumaKomba kunorohwa munhu uko, kuNzimbe kukange nani

Kwaaaaa🤣🤣🤣🤣🤣🤣

How did he link up with that mbinga yepaMasvingo

Ndezve basa 🤣

Aya ma boss anenge achitsvaka fame online. Boti mfana huya tidai so.

Next time mupei mvura ine ine liquid soap kana any washing powder !!!!

breaking the 4th wall

Ha ha ha, this guy is wonderful

He nailed it!

They will just open you up and take the gold

Muri kuita seiko kuma ma ma ini …😂

Tiri kuma ma isu 🤣

This funy as faki. Haha

@SirTitusVeTech Unovhuniwa kwete zvekupa vanhu labour yekubika rice😂. Mashurugwi hatidi zvinoti nonotsa. Hupenyu hwutori pastandstill takamirira zvekumamine izvozvo.

😂😂😂😂

@enkudheni Arikumamine now?

Anobhowa uyu

Kutiza nemukute unofa

Uyu anogona content

Aaahh mari dzekumaMine ini handimbodzione ini

🤣rimwe boys rakaba matombo rikanogaisa akaita 5grams vakazot vabatwa nemuridzi haaaa vakadhaiwa akomana

Haha Comic ndi elder! This much dedication ma 1

Hanzi ndoda drink😂

This one usati waona nyaya kwairiikuenda unenge watokuvara nekuseka kare
相关视频
Sensitive content
Mais peut-être que je suis dans un cauchemar, peut-être que nazo dream? 😭😭🤣🤣🤣🪐🪐🪐 ⚰️⚰️⚰️
Daniela M 🇦🇴
90,472 次观看 • 1 年前
