Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Ngende was found shakinggg broo😭😭🙌🏽🔥🔥
Комментарии: 54

Ndaichisaiza chimfana ichi, Sauro anochigara zveshuwa

😂😂😂😂😂

Spragga is a better artist than Ngende Musandipikisa

Yuno ball

Haa hapana yamunosiya yichidarika 😅😅😅

Haaa varume😂😂😂😂

Ichi chatoshata chimfana ichi

Hachina kumira mushe 😂😂😂🙌🏽🙌🏽🙌🏽

Sauro anomugara zvesure

After Sauro mfana uyu is the only one i listen to.... he is in his own league currently

Takano m**a nengoma 🔥🔥🔥🔥

😂😂😂😂zveipapo

@JayJayTeamTruth Chogona ichi innit😂

@JayJayTeamTruth Yuhwi mzaya😂😂😂😂😂

@JayJayTeamTruth Jus practicing…COS rangu rakuita Sekuru😂😂

@_MakdShelby @JayJayTeamTruth 😂 it’s cold innhit

@_MakdShelby @JayJayTeamTruth Iwewe unotopenga but😂😂👍🏽

Uyu munhu anotogona zveshuwa🙌🏿

Zvekutorevesa

🔥🔥haabirire uyu itori shasha

Anotogona

Ndiye akadzidzisa mama vake kuti bhang bhang bhang😂😂haya

@TafadzwaMandov2 Sir Wicknell knew what he was saying when he said “Makatangirwa neDare”

Pfuti yangu yakaloader mabara ukasaiza unoparara

Hombe iyooo

Orohwa fofa fofa mangoma aya vapfanha vanenge vaine mabazooker ava vakangomirira breakout

@1metrooo You owe me an apology

ngende anokanganiswa nemudzimai😥

😂😂😂aewa chero pasina mudzimai anofa apo

At this rate ndaona Ngende adzokera kuMhondoro

@The_vibehealer Nuh this is a banger🔥👍🏼

@The_vibehealer For days

Problem vese vanodakuita ana sauro Till they all try their style isina sauro mukati zimdance will remain🚮🚮

Uyu 👌🔥🔥🔥

I want to apologise for comparing this yut with Ngende

Ngende ndibaba vake

@Calexy1332 He is overrated this one and Just sings some cathyy tunes 🚮

@Calexy1332 Ah ah ah

@Calexy1332 Just like Daka overhyped and honestly what happened to good writing

Pakugova zvinhu zvaSauro, Spragga akapihwa flash rema unreleased hits😂🔥🔥🔥

Vachasvinura

Haasi bho mfana uyu

Anokunda vanhu uyu

Haaa anoita weti chete 😂💔

Kandai ngoma tiri kuno kuma mine

Zvimangoma ndenya ndofa nazvo gore rino🔥🔥🔥

haaa makunyanyo kuhyper mfana uyo 2025 inga Hulungende ndiye ailocka mastreets fadzai madzimai hovo mupovo the list is endless

Watcha🔥🔥🔥🔥

Yaaaa hapana kumira mushe

Chinorova ngona icho

Baddest, who is this artist?

Pachapisa apa

Wait man, this is very close to Saul

Anopedza uyu
