Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Noone is safe 🤣
56,019 görüntüleme • 1 yıl önce •via X (Twitter)
10 Yorum

Aaaah🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 shitman, Hulk Hogan mukadzi waani🤣🤣🤣🤣🤣🤣😭😭😭😭😭😭 Pamha pemunhu wese, handina kupedza kuona mmmm ndaremerwa. She can tuk ooooh😭😭😭🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌, @TonraffZw hauna kutukwawo here sahwira coz mmm agova kumha kumunhu wese zvakakodzera🤣🤣🤣

Kwanzi "kumhata kwaani futi umwe wandasiya" haa aya mamental cases awa 😂

Uyu dai awana legal advisor uyu umwe musi achasungirwa cyber bullying

Uyu nemudhara wemugonyeti uya hiii

😂😂😂😂 vanhu vese vataurwa apa ungati I programme ye kwaziso yepa radio zimbabwe

Akanaka akavhara muromo chete

Vanhu ava vane hama muno munyika here or kudzinza kwake ndiye ega??

Ah

She's mentally retarded 😂😂😂 ma Zimbabweans munopa ma zimcare attention 😭😂😂

No one is safe for real!
Benzer Videolar
elon genuinely being the dude noone invited is rlly funny to me
Hailey
273,644 görüntüleme • 5 ay önce
